
Ladies Talk Official🇿🇼
February 13, 2025 at 07:21 PM
*💍💍/ MUDZIMAI kwaye👠/ CHAIYE*💙🎀💛💥💌👇
🎀💍Mudzimai akangwara haatore chikwereti achitemba kubhadharirwa nemurume.
☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
🎀Mudzimai akangwara haaiti shamwari dzechirume kana maex.
🤙🎀Mukadzi akanaka anovhara vhara nyangwe mumusha mukaitika zvinhu zvakafumuka kana zvinonyadzisa haafugure hapwa.
🎀Mudzimai akangwara haazvitaridzi kuti akavenga hama dzomurume ngazviperere mumoyo.
> _if you are reading this react plz🥹😩😩_
_*follow & share this channel 👇*_
https://whatsapp.com/channel/0029VaF9ofNElagnKJDpvL08
🎀Mukadzi kwaye akahurirwa nomurume haaiti revenge mumusha mevanhu zviri nani kusiya imba wonoita peace of mind uri kumba kwenyu.
🎀Mudzimai kwaye haati akaenda kumba kwavo ozodzoka ave kuita zvokuteerwa.
🎀Mudzimai chaiye haatauri nezvomurume wake pama single mothers. Zvinozoita sekutsvinya.
🎀Mudzimai kwaye haabvume kufuririka kunzi siya murume nokuti anoziva marriage haiwanzowanikwa kaviri.
🎀Mudzimai chaiye haatauri maweakness emurume wake kune mumwe murume. Zvinokunyengesa.
🎀Mudzimai akangwara haataure nezvokugona kwemurume wake kuvamwe vakadzi. Zvinoita utorerwe murume sezvo munhu wose achida murume anogona.
🎀Wife material haifaniri kufuririka kusvika pakunwa doro murume asiripo zvinokurambisa. Kana wada inwai mose nadaddy.
🎀Wife material haipedzi zuva rose yakamira pachibhorani ichiita makuhwa. Hazvibhadhare.
🎀Mukadzi chaiye anobata hama dzose dzemurume nedzake zvakaenzana.
🎀Wife material inoonekwa nokupfeka mbatya dzakatsiga.
🎀Wife material inoonekwa nokuchengeta amai vomurume kana orwara pasina kusema marutsi netsvina. Nokuti ndipo pane mablessings.
🎀Wife material ikahurirwa haisiye imba kuti inotsvaga murume chaiye. Hakuna kusina zveko.
🎀Mukadzi chaiye haangogari achiona Telemundo asi kuti anoonekwa nokuitawo mikando. kugona kupfuya huku,kukuya dovi rokutengesa.
🎀Mukadzi kwaye ndeuyo anosimudzira mamwe madzimai nedzimwe hama kana achinge asimuka kwete kuita hutsinye kana kumhorosa vamwe nemuti.
🎀Wife material haaitiri hutsinye kumwana wadady waakaitira musango nekuti hapana zvazvinochinja. Instead wife material inobata mwana iyeye semwana wayo nokuti haizive achazoichengeta mangwana uye mwana haana chaanoziva.
🎀Wife material inofanira kudzikisa inzwi kana baba vachipopota kwete kuti handibviri nokuti ndiri Chihelele. Hazvivake musha.
🎀Mukadzi kwaye haamire kuzvishongedza nokuti akawanikwa. Anofanira kuziva kuti marriage i handball. kungotadza kubata zvakanaka unobvutirwa bhora anytime anyplace.
🎀Mukadzi chaiye anofanira kuziva kuti mariagge ibag rebenzi munowanikwa zvose. Nyangwe pakashaikwa hupfu kana gumbeze hasiyo confirmation letter yokuti usiye imba.
☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
Share this message with others.❤️👏🏼👏🏼
❤️
🙏
👍
😂
😢
🎉
👏
💯
😮
🥴
94