Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
February 14, 2025 at 05:22 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaF9ofNElagnKJDpvL08 > *Valentines Day😭🤦🏻‍♂️* *Valentino Rose was a well known prostitute. Akaita bonde nevarume vakawandisa pahupenyu hwake kupfuura mukadzi wese wemu Italy.* Paakafa, muPriest akati chokwadi ngachibude pachena,murume wese anoziva kuti akaita bonde nemukadzi uyu ngaaise maruva🌹 paguva rake kuitira kuti mweya uyu wakatukwa usazove kuvanasikana vako. Varume vakanyara kuendesa maruva masikati, vakaendesa husiku. Pakuyedza kwekunze maruva akanga azara 3 hectares zvakaita kuti vanotengesa maruva vaite mari yakawandisa. > Saka chinozonzi happy valentine' s💌 day chii ipapa iro riri zuva rePfambi? > Mwari vachiti kudii nazvo? > *Ko maruva zvaakaendeswa paguva reafa, muri kupirei vapenyu,for what reason?* Changamukai vanhu vatema🥹💔 > Musaitiswe zvinhu zvamusingazive kwazvakabva nako. Tsvagai nhoroondo musati maita chinhu. *Celebrating prostitute's day thats why ma demons achingotiteera.😭😭😭* *God bless you all*🙏
😂 ❤️ 🙏 😮 👍 🚮 🖕 😭 🙀 46

Comments