Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
February 14, 2025 at 03:09 PM
> Kutengwa kwetsoko🤣🤣🤣🤣react before you read😂😂🔥🔥 *Pakaita murungu akauya kuarea kwedu ndonmbva ati arikutenga tsoko mhenyu $20 tsoko 1🙉* > *Vanhu vakafunga kuti aitamba but vamwe vakazvitorawo serious vakaenda kunodzitsvaga sezvo anga ati aidzoka ramangwana racho😻😻* *Kuchiedza murungu ange atouya tsoko dzikatengwa shem vamwe vaifunga kuti aitamba vakamhanyawo kunodziymtsvaga dzikatengwa atati aidzokazve mangwana😹😹* > *Kuchiyedza anga adzokazve but akawana tsoko 20 chete akati vanhu mukuita mafunny tsoko dzakuita $80 now vanhu vakatsvaga vakadzishaya* *Pakazobuda mukomana aiti anoziva kwekudziwana soo dzake aitengesa $50 then iwe wozotengesera murungu ne $80 vanhu vakati idhiri manje* > *Vamwe vana Chamboko nana Magodhi vakatotengesa mombe 7 vachiti ratova project 😹😹😹* *Akauya mukomana magwana acho akatitengesera tsoko dziya apa ngadziwande but dzakatengwa dzose vanhu vakarara🤲🏻* > *Zuva rekuti murungu auye rakadarika asina kuuya after 3months ndopatakazonzwa kuti mukomana uya aive pamwechete nemurungu akatenga tsoko ne$20 kwatiri ndobva adzoka nadzo akatitengesera ne $50* https://whatsapp.com/channel/0029VaF9ofNElagnKJDpvL08 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 *SHARE OUT KUVANHU😻😻🙌🏻*
😂 😢 😮 ❤️ 👍 😷 🙆‍♀️ 🙏 🚮 🤐 46

Comments