Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
February 14, 2025 at 04:42 PM
*BY PUBLIC DEMAND, NDADZOKA NARO CHANNEL LINK RACHO NDATI MUGARE MAPINDA NEKUTI ANDIKWANISE KUKUPAI ONE BY ONE KU INBOX KWANGU MAWANDISA* FOLLOW, SCROLL DOWN MACHATS MUONE ZVIRIMO https://whatsapp.com/channel/0029VaZRy8pBKfhwE2ZXEx28 PART 2, YE TOPIC YEDU YANEZURO YANETSA 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 *Kukurukura hunge wapotswa chokwadi* *Nhasi imbouyai mumbotiudzaiwo pamakambopona nepaburi retsono pekuti nanhasi munongoti "paya ndakapona nepaburi retsono" zvekuti unongoti Mwari mukuru chokwadi* Hungweldo murisei ..Rega nditange pane zvakaitika ndisaty ndaziva Momz vangu vanogara vachindiudza kty dai ndakafa gore randakazvarwa ..vanoti ivo ndaiva ne2months ipapo hanzi ndakarwara zvekty ndaiti kana ndakuchaya paya tsvina yangu yairova zvekuma 5metres chaiko . hanzi ndakaonda zvekty vanhu vainge vasisade kundibata nekuty vaitya kusara vakabata towel chete but Jehovah Jaireh mununuri wedu tose akandirwira now ndatova Giant chairo hybrid yejaya 😁😁😁😁......Kozoti mhepo dziya dzekumamisha dzinosimuka nguva yekty wakuda kunyora Grade 7 ipapo ainge ari August tiripa holiday ndakarwara neMalaria,Yellow,Fever,plus maronda aya epahuro zvekty vanhu vaiti vakanditarisa vaichema apa ndaigar namdara naBlaz wandinotera momz vainge varikumusha vachitoshairwa mari yebhazi kuti vauye kuzondi Pepa ..ndiri munhu akati svibei mbichana but ipapo ndainge ndava murungu chaiye nekuda kweYellow yainge yandirova ..momz vakazouya kubva kumusha pasra 3weeks dzekty maGrade 7 anyore ndivo vakamhanya mhanya neni kunondinatirisa apa vaienda vakandibereka ..Ndakangoita 1 week kubva ndapora kwakutanga kudzokera kuchikoro pa2weeks ipapo maticha ese vaindi itisa malessons mahara zvekty ndakazobuda ne15 Units dzandainge ndisina kutarisira 🙏🏼🙏🏼🙏🏼Ndogoda kutenda Musiki akndiponesa panguva yainge yakaoma kudaro ndozotenda Mhamha vangu vakamira Mira kty ndirarame vaisa rara husiku vachiisa zvigunwe pamhino kty vanzwe kty ndiri mupenyu hr ..Ndozotenda MaTeacher angu ese epa St Hebert Chitepo Pry nekunzwisisa kwamakaita nekuty ndainge ndatochekwa Muregister Neiwaya ndoti Jehovah mukuru mazuva ose🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼 👇👇👇 Hi hungwe , ini ndoda kukurukura gore ra2008 , raiva renzara huru , Murume aisashanda tairarama nekurima zvirimwa zvakatsva . Baba juju vanga vongorarama nemakasi kumagirosa . Vakabva vanyenga umwe musikana aitengesa kumashops. Mai nhiya ndaingoswera pamba hapana chaizikamwa kusvika ndazoudzwawo kuchibhorani nevamwe mai kuti baba vane girlfriend kumashops. Semunhu yaiva first time kunzwa mashura ndakamhanya kumba ndiye mwana kumusana ndakananga kumashops. Ndakapinda mushop yemusikana uya wandakaudzwa .Iye ndiye nyakutonditanga kuti mother face yenyu i nyowani hamumbouyi kumashops. Ini Semunhu akapfava ndokuti mamboonawo bajuju here ndini mai juju. Akati vanotambira kumabhawa bhawa regai ndinovasheedza . Vauya ndokubvunziwa ukudei kumashops ,Semunhu aitya murume ndobva ndati hakuna chikafu kumba uku ndikuziya nenzara apa ndichimwisa . Akataura naRuu wemushop kuti ipawo madam vangu grocery shoma ndokupa mari yacho soon ndokutobuda . Akasara musikana uya ndokurongedza saga re grocery . 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 regai ndiseke zvangu takaziinurwa kubva muzhara ne gerofurendi 2008 yese kana kuzomboshaya sugar yeporridge remwana . 🤣🤣🤣🤣🤣 asi Ruu ka kwauri ikoko tichabatana ikozvino ndagwinya For Quotes Lovers Follow 👇👇👇 https://whatsapp.com/channel/0029VavNw0ZJP215c2invC1m
😂 🙏 😢 ❤️ 👍 😮 👏 🔥 🥰 40

Comments