Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
February 15, 2025 at 08:21 AM
Madzimai, Nemi Tanhai Dzamunosvikira: https://whatsapp.com/channel/0029Vb0CMTrFi8xbFA2Rbf1R Nyaya yekutanha dzaunosvikira doesn't apply to Gents only, it's an issue that ladies must put in practice also. My sisters, besides being s=xy what else can you offer? What value do you have? Are you an Asset or a Liability? Be very careful pamunoshora men of your level muchida vasiri veLevel renyu, you end up being lula lula objects kune vanhu vane vanhu vavo If you are humble enough to appreciate men of your class, muchadzidza kuti true love exists. Problem yenyu munoda zvinhu not munhu.MaRelationship mazhinji haana kupindwa nemoyo une Rudo, akapindwa neruchiva rwezvinhu. Shandai vasikana so that when you enter into a relationship, unopinda uchitsvaga love not material things Its better to be a priority in a poor man's life than to be an option in a rich man's life. Mazvinzwa here vana vehanzvadzi?
❤️ 🙏 👍 👏 34

Comments