Ladies Talk Confessions 💃❤🙏🇿🇼
Ladies Talk Confessions 💃❤🙏🇿🇼
February 16, 2025 at 07:48 AM
Hie Issa hide..ndokumbirawo kubvunzirwa muchannel I'm 21 yrs ndiri musikana handisaty ndarorwa hangu but handis virgin ..ndine aye anonzi masare ndakambochekwa ndiri form 3 but haana kupera coz ndandakurwadziwa saka kubva ipapo ndoteta ndinovaviwa kuzasi kwangu zvekuty ndikatanga kukwenya kunozvimba nyama dzigosangana zvese kabeans netunzeve zvinozvimba ndine ndichiita kunzwa kubayiwa bayiwa ndichipindwa nechando nhy vanhu ndozvaanoitawo hre masare acho coz zvimwe zvakaita tumhopo twakamira mira tumwe twakareba now ndakuty ndikavaviwa ndogeza kuzasi ndochinja pant zvonyarara hazviitike pese pese hazvo asi time yazvotanga ndomboita mazuva ndichikwenya Vangazivewo kuty ndozviita cy or any remedy rekumba ndotya kondikazotanga kuyenda kubsa ndoita cy coz apa ndiri pamba saka ndechingochinja mapant Ndakamboita sare munhu akandirapa akandirapa neTsangamidzi .kuvaviwa kwaurikuita ndizvo zvaanoita chaizvo unoitasewakupenga ..so unotora tsangamidzi woisa pakajira kadiki wodzitswanya tswanya wopfeka .ita for one week it helped me maybe it myt help u too

Comments