Zim Trending Gossips 🇿🇼
February 15, 2025 at 06:23 AM
*Nhasi uno uri pakati pekuratidza madam something pafoni pako pobva papinda massage yakanzi" Warasira mukati kaiwe, make shuwa wagadzirisa nyaya dzako makuseni chaiwo"?*😂😂😂
> But muChicken Inn vakangonyora wani kuti kandai ma Take away mubin riya rinoiswa paCorner😭😭💔
😂😂😂🙋🏻♂️🥹🥹😭🤲🏻🤲🏻
❤️
😂
2