Zim Trending Gossips 🇿🇼
Zim Trending Gossips 🇿🇼
February 15, 2025 at 06:27 AM
*Imbwa🐶 nakiti🐱 zvichitaura😂* *Dog🐶:* Shamwari ini ndagara ndine munyama *Cat🐱:* Neiko uchidaro shamwari *Dog🐶:* Anoba anonzi anoba sembwa, anohura anonzi anohura sembwa, anokara anonzi anokara sembwa, chero muromo anonzi imbwa chaiyo, why vachidai kani shamwari *Cat🐱:* Aaah siyana navo imbwa dzevanhu 🐶💔 *Saka iwe ziva kuti havasi vese vaunoudza nyaya dzako vanokufarira, ona vanhu vekutaurira nyaya yako😭*
👍 🙏 2

Comments