Zim Trending Gossips 🇿🇼
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 15, 2025 at 06:27 AM
                               
                            
                        
                            Kana mafunga kufona pliz tengai airtym inokwana...
Zvazoitika kwangu mmmm ma one
Ndafonerwa kubva kumusha makuseni...."hello hello mukundinzwa here "....ehe ndikukunzwa tommie 
 ..ndichibva ndaisa fone PA loud
Ohk..mkoma hello Gogo vafa....du du du airtym finish ..
Kubva makuseni mumba maingo chemwa ....takazama kufona ....fone yanga yakusapinda ....
Munhu kuzofona husiku ...Hanzi Gogo vafara zvisingaiti ne chikafu ne mbatya dzamatumira ...
🤣🤣🤣🤣🤣😕🤔