Zim Trending Gossips 🇿🇼
Zim Trending Gossips 🇿🇼
February 15, 2025 at 06:31 AM
*Chamboko was swimming but akasvika panguva yekuti anga onyura mudziva...akabva achema kuna Mwari kuti vamubatsire.......* *Pakabva pauya chikepe kuti varume vaive nacho vamubatsire...Chamboko akabva aramba akati Mwari wake waanonamata achamubatsira panjodzi iyi....* *Chamboko akadzamara anyura akafa akaenda kudenga kuna mwari...akasvika akabvunza.....* *`Chamboko`👨🏽‍🦳: Ko nhai Mwari wangu makaregerei kundibatsira pandakatambudzika mumvura ndichinyura.....* *`Mwari🗣️`: Terera unzwe chikomana .....ndakatumira chikepe kuti ndiratidze simba rangu asi wakaramba kutenda mandiri* 😂😂😂🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🥹

Comments