Zim Trending Gossips 🇿🇼
Zim Trending Gossips 🇿🇼
February 15, 2025 at 06:38 AM
*Ranhasi kana ratanga uri mupenyu....tenda mwari umwe haana kana kupedza zuva ranezuro 😭....l know hamukwanise kuti amen but siya something for God mwari akanaka hama ...kana dai asiriye ungadai pamwe wave kune imwe nyika isina kujairika🥲🙏* *`Two seconds chete`⏰* *React🙏🏽& Share❤️✝️🤍🛐🙏🏾*
🙏 ❤️ 18

Comments