NEWS BUZZY🇿🇼
NEWS BUZZY🇿🇼
February 15, 2025 at 11:49 AM
Steplo wadii .yakakatambika pakukurukura hunge wapotswa ndeiyi .Ndine ku location kwandaigara ndandina sahwira wangu akauya rimwe zuro hanzi sahwira hande kune kune bira kune hwahwa ndikati handei takasvika kuma 9 husiku takatandara mushe pakazoita akasvikirwa nudzimu ndokuti tsomutsomu na sahwira wangu zvikanzi Amai munemimba kaimi mune imwe yamakatombo bvisa asi hadzisi dzemurume wenyu haaaa sahwira hazvina kuitira mushe nguva dzange dzave 12mdnt akazosimuka zvikanzi sahwira rega ndimbopinda muchimbuzi ini ehoo aaaah munhu anga dzoke kuti 1 kuti 2 kiroku no munhu ndazoti tarise tarise munhu zero ndakangoti munhu aenda kumba ndikati ini handirare pano ndakabuda ini tsveree kuma 2 ndakati tande kunanga kumba ndakasvika pamashop pari ziiiiii pasina kana benzi kuchiitakamhepo kaitonhorera sooo ndikati haaaa ndosvika ndakazosvika pazvima office zve Znu so imiii shemu ndakanzwa vanhu vaitaura kuseri hwema hwembanje huchinzwika ndikati fambei ndichinyahwayira ndakadarika ipapo ndichinoti muraini redzimba dzekutanga ndakaona umwe murume ndikatanga kufambisa zvinzi eeeee sisi ndimirireiwo ndirikutya tifambidzane Mhanduwee ka ndakangoita zvivindi zvekumudaira ndikati nguva dzino hadzifambwe nevanhu vanotya manje 😂😂😂😂 imi apa hana irikukwata kamira murume uya akazonditeera ndakmhanya ndikanopinda mugate mevamwe vanhu vepo vanga vakamuka vakatanga kuti mbavha mbavha haaa .guys ka ndikati pane arikutinditera hanzi ukubvepi nguva dzino nezera rako vakanditi chirara pavheranda apa apa varume two nemukadzi 0ne ndakagara pakona ndakazoona vamwe tow vaenda kwasra murume one anenge akabatwa nepfungwa dzekuda kundi repa akandibata gumbo ndopandakaita power ipapo ndakamurova muromo negokora adonha mazino 2 ndatiza ndichisvika pane umwe mu Gum. Ndakutoona kuti pamba apoo ndakanzwa mbvudzi ku nyanyanyu ndashinga .regai ndigumire pano .
😂 🙏 🩷 3

Comments