NEWS BUZZY🇿🇼
NEWS BUZZY🇿🇼
February 15, 2025 at 05:20 PM
Hie mukoma steplo, chitupa kandai panze.Ndinoreurura kuuraya muni'ina wemurume wangu.Murume wangu ano shandira ku*** ISU tichigara mu*** anouya papera mavhikiki maviri.Rimwe zuva ndakasangana nemukomana wangu wandakadanana naye makore maviri adarika tikaenda Kumba kwake takatozorora hedu pamubhedha ndakangonzwa olaa munhu achisunda door achipinda mukati ,ah akashamisika mukomana uya nenzira yatakatarisana nayo akabvunza mozivana hapana akapindura bamunini vakabuda panze neni ndikatevera ko ndaizivei kuti vanozivana.Ndakangosiya mukomana uya akashama muromo kuratidza kupererwa.Bamunini vachipinda ndichipindawo ndakazama kuva tsangurira kuti takadzidza tose vakabvunza Kuti saka motsvakei Kumba kwake mobva magara pamubhedha muchiratidza kuti maneta.Ndaikaona Kuti apa ndaigochera pautsi, musha wotoparara apa.bamunn ndakazovapa 50us murume uya akapawo bamunn 300 us asi vakambiswa kuti 100us pa week then bamunn vakandipa 3 weeks kuti ndiudze mukoma wavo or else vaizotaura saka chikomba changu chakazondipa umwe mushonga wainge wakaita powder uri we yellow umwe wacho akangoti uyu mubvamaropa unousanganisa newe yellow ndakaitawo sekudaro ndikadira mudoro ra bamunn vakanwa bamunn vakazorwara zvaisiririsa ndokubva vazoshaya ndinorwadziwa nevana vakasiyiwa na bumnn Dambudziko anogaro uya kuhope dzangu nedzemurume achichema zvikuru saka hope dziri kurotwa nemurume dzava kundipinza busy handidi kuti afambe nekuti ndinotya kubatwa muarea matiri mune muporofita anowona but ndakanyepera murume wangu kuti muporofita iyeye ane mbiri yeku nyenga vakadzi vevanhu. Chikomba changu chakandi bl0ker pa Facebook handina kana communication naye zvaari kuronga panhau iyi handizivi I feel kuti I can't suffer alone yet ari iye akandipa mishonga yacho nekuti achindipa mishonga iyi akandi nyepera akati ndewekuti bamunn vadzikame vasazo taura asi ndaisaziva kuti kwaiva kutofa kwavo ndinomboda kureurura but hazvisi nyore kungo taura kuti ndini ndakauraya ko kana ndikabatwa ndikarohwa solution yangu ndafunga hangu kuti ndichengete vana va bamunn sezvo ini ndiine basa rakanaka maybe denga ndinozoriwonawo Mukoma please post for me and update me
😢 ❤️ 💔 😘 😮 🙀 🙏 18

Comments