MIKOTO HUSTLERS ZIM🇿🇼
February 3, 2025 at 01:14 PM
Ngatinzwananei paadvert ukangorova short cut yepayment tisati taziva kuti link rako unoita nezvei....tozoziva watotumira tinokuisira refund.we are not taking malinks atisinganzwisese.
Ukauyazve ukataura neni irifirst time pamwe urirunner utori kunze kana usina pekuti unowanikwa kuno kuzim uumm panonetsa. Ndofunga makaona kubva last year we were very strict .tinedzimwe mbavha dzinobira vanhu.kana tati no it's no