WHOLESALER MABHERO
WHOLESALER MABHERO
January 27, 2025 at 12:03 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VanORuA9Bb5qX5KLAR1h *Nhanzva* Nhanzva inoshanda kuvarume kunyanya, inowedzera hurume, inosuka sikarudzi uye ichipa simba uye inoshanda kune vaya vanorira mabhonzo kureva kuti vanenge vaine mongo mushoma inowedzera. Kuvakadzi inodyiwa inosuka chibereko. Inobatsira zvakare kuvhura nzira kune vanenge vakundo sununguka vaya. Idyai kana kugara muchidya kana makazvitakura asi kunyanya kudya kana mimba yave pamwedzi musere (7) kusvika kupfumbamwe (9). Nhanzva inoshandswa kugeza bvudzi kana musoro inobvisa makweni, vaya vane mafuse (skin diseas) inamire nzvimbo dzacho wozogeza kwapera chinguvana. Nhazva inobatsira zvakare kugeza nayo kana uri muhakiri kusipo kana kumaruva.
❤️ 1

Comments