ZimJokers😂💥🇿🇼
ZimJokers😂💥🇿🇼
February 16, 2025 at 05:38 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaW6CvcFi8xl8aBfzB0u *Handikanganwe gore randakambodanana nemusikana ainamata kuRoma.Aiti kana achiuya kuSleepover ndaitomutambira kuRank nebhara bcoz aiuya nengoma🪘ne2 hosho muhandbag.Apo anenge asiya audza dad vake kuti akunorara kuAll nite prayer. Ndaizomutswa kuma12 dzehusiku ndonzi "muka uridze ngoma Dad vangu vakufona" ndomuka iweee ndotanga* 🎼 *Tundundundundu Tundundundu🎼 baba vake vaiti vakanzwa ngoma voti haa mwana arikuchurch. Takaita 3 weeks tichibudirira until umwe musi ndakamuka ndine hope baba vacho vafona yooo mweya wekuMalawi ndobva wandibata kwakuridza 🪘yezvigure yooooo🙄 Baba vacho vakati "aaah uripi?"* *Imika, regai ndiisire pano ndingazonz atanga kunyepa🤦🏽‍♂️🤦🏽‍♂️😂*
😂 🙆‍♂️ 12

Comments