Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
February 4, 2025 at 01:55 PM
King ndiisirewo nyaya mudare.Ndakaroora mukadzi Anga Ane Vana vake two saka kumusha kwaadzimai kwakafiwa or kwakaitwa function x husband yaadzimai anouya zvekuty kwete mbichana even inini ndopedzisira ndaku feeler useless apa vakoma vemukadzi nevanin'ina vanenge vachitotamba naye chiramu in my presents ndakabvunza mukadzi anondiudza Kuti murume uyu Anenge achirepresenter Vana vake so now I decided kusaenda kunhamo dzekwaatezvara nekuti ndakutoona Kuti hazvishande last tym ndakatobva ndisina kuoneka panhamo mukwasha mudhara asimudzwa achidanwa nemutupo achinzi a hire combi saka mukadzi wangu akazouya achiti ko mabvirei panhamo Musina kuoneka ndakamuty ndasiya mukwasha chaiye aripo plus hangu ndakuona kunge ndirikushandiswa ,zvinoitika here hama mukurarama ?X wacho kutondidedza Kuti bamunini pachaunga just imagine
😂
❌
😢
😮
❤️
❎
👎
💔
👍
😱
94