PachopisaTv🔥📡Secrets & Hot🔥Confessions🫷
PachopisaTv🔥📡Secrets & Hot🔥Confessions🫷
February 4, 2025 at 02:33 PM
*VANHU VEMU CHANNEL MUNO SOO KKK NDAISHAIWA KUTI SEI EVERY DAY MUNENGE MUCHINGOKUMBIRA LINK RE HOTSEAT CHANNEL, IZVO IIHH CHANNEL RINONAKIDZA IRORO HAA NDAPAKUTENDA CHOKWADI NHASI NDAPINDAO NDA FOLLOWER RINONAKIDZA ZVISINGAITE* *PLEASE GARAI MA FOLLOWER ANDINGAKWANISE KUKUPAI ONE BY ONE KU IN-BOX KWANGU* *Honai Chete Topic Irikupisa izvezvi muchannel macho* 👇👇🤣🤣👇👇 *Nhasi tirikuda kumbonzwao team riya riya rekumboita zvinonyadzisa vashanya vachiri vana vadiki or vakura zvaizvezvi, either kungave kumba kwemukomana, kwemusikana or kwehama even school trip or kuchikoro 🤣🤣🤣🤣* *Chii chawakamboita chinonyadzisa chekuti ukazvifunga izvezvi moyo wekushanyira vanhu unobva wapera* Regai ndiseke hangu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 🤣🤣🤣🤣🤣 Hie Hungwe. Ndini uyo 2016 ndazvibatira mbinga yangu Moyochirandu vaigara kuWestgate uko ini ndaigara Marondera n hupenyu hwanga husina kunyatsoti.Moyo vakati bhebhi ndikuuya kunokutora dakukuratidza my friends and my sisters ndikati ehundeee 🤣🤣🤣Moyo vakauya kunonditora ndokuuya Harare paya ndokutengerwa ice-cream 2litazi iya vhanira tasvika kumba kwaMoyo mufiriji maiva neimwe ice-cream vakati irase coz yagarisa plus yanzwa nekuenderwa nemagetsi,ndakaitora ndokuisa mubin raiva mumba muya ndokutora yangu iya ndokuisa mufiriji kuti inyatsoita zvakanaka.Moyo vakafonerwa nema friends avo kuti vauye vavatore kumashops ndokupihwa ka forehead kisi zvikanzi ndikudzoka soon ndikati okay, Moyo vachingobuda ndini uyo pabhini nechipunyu kutanga kudya ice-cream iya ndakaita kupfugama😫😫😫andina kana kunzwa kudzoka kwaMoyo henyu ndakazongoona vanhu vakanditarisa 3 of his friends nevasikana vavo veduwe ndakanyara, Moyo vakanyara worse.Zvakazoitika haaaa ratova drama but ndorakava day rekupedzisira kuonana naMoyochirandu#innoe https://whatsapp.com/channel/0029VaZRy8pBKfhwE2ZXEx28 👇👇👇 Taive kumusha huri husiku vanhu vakatogara havo mukitchen vachidziya moto. Ini nemy late brother ndobva tatora Prema yemwana wemuenzi yaive yakatoiswa panze ndobva tatanga kupushana. Ska taichinjana mumwe akapinda opushwa kutenderedza chivanze chose obuda mumwe opinda. Yakanga yava turn yangu manje ko ndagoziva kuti bhudhi havachade ndiye neni pachivanze tsviii neni padoor repa kitchen iye wakunyangarika murima imomo. Vanhu vakangonditarisa hapana akatsiura haa ndakanyara zvangu. Ko Iko kutatarika kubuda muprema yemwana *Nhasi tirikuda kumbonzwao team riya riya rekumboita zvinonyadzisa vashanya vachiri vana vadiki or vakura zvaizvezvi, either kungave kumba kwemukomana, kwemusikana or kwehama even school trip or kuchikoro 🤣🤣🤣🤣* *Chii chawakamboita chinonyadzisa chekuti ukazvifunga izvezvi moyo wekushanyira vanhu unobva wapera* Ini hangu pane this day ndanoona muface wangu ndobva andipinza Mumba ne back door coz aisada kuti ndionekwe nevanhu vepamba ...nguva yafamba manje ndobva ndatanga kunzwa weti 😅ndobva ndamuudza kwakundipa cup yake ye castle larger ndobva taiitira yobva yazara sezvinei manga mune chigubhu che vivo chaivemo ndobva ndadira hangu ...pakuenda kumba ndakukangwanwa kurasa brother yake kwakufona achiti mainini weti yenyu torasa hre
😂 😮 🤣 ❤️ 38

Comments