PachopisaTv🔥📡Secrets & Hot🔥Confessions🫷
PachopisaTv🔥📡Secrets & Hot🔥Confessions🫷
February 4, 2025 at 03:46 PM
Hie plz hide ini ndinodawo kutanga nekureurua ndiri mukadzi ane 28 yr ndine mwana 1 ndaive ndakaroorwa imba ikaparara ndagara kumba 2021 pane mwana wabamukuru mukoma wababa apatanga kunditengera zvinhu nekundipa mari as if ari kubatsira latter on akatanga kt anondida asi ndakaramba kusvika asisataure nezvazvo asi pakazoita tym yekt tikasangana tiri 2 airara neni handitozive kt zvii zvaiitika ndaitovhunduka atopedza akazviita ka2 ndairwadziwa veduwe kushaya wekuudza iye aitoti ndokuda usaudze munhu hazvina kana basa then ndakazosvika kubva kumusha to avoid kumuona anga akundifonera achitaura zvekutoda kundiona ndikaudza sisy vangu pamwe nekuvapa mamsg ake asi handina kuzovaudza kt akatombondirara vakabva vamubvunza vakamutukirira even ariye mukuru mufamily medu havana kumuzeza zvadaro akabva atozorega kutaura nezvazvo kusvika pakusachatotaudzana kana kuonana now ndakudawo srs relationship zvekutopinda mumba asi zviri kuramba hama handichaziva kt munyama hr uye zviri kubva papi pakurarwa nezirume iri hr kana kt ndakamboida muface tikadanana chaizvo ndichitomudawo nemoyo tatovimbisana tichitoda kuroorana hama dzake dzichitondiziva asi akazongopfimbawo umwe nekutomitisa ndokutoroora hama dzake dzose dzakatanga kundivenga sevasingandizivi iye hake aingoti anondida chero nanhas anonetsa asi ini ndakati handidi zvangu zvevarume vevanhu ndinotoramba asi now kt ndichiitawo anondida pachokwadi zvikunetsa munhu anokuda mafirst days kana zve2 wks achitova srs achikuvimbisa zvakanaka zvozotongopera zvakadero hep.me handichazive kt chii ndamboedza kubatsirawa asi vaporofita vacho vanongoda mari chabuda hapana asi zvinondibaya pamoyo hama dzangu ndoitawo sei kt zvindinakire
😢 🙏 😭 😮 👍 😂 🙇‍♀️ ❤️ 📙 🔥 48

Comments