Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
February 4, 2025 at 05:36 PM
Hi PachopisaTv hide Makadi henyu mhuri ye Zimbabwe ini ndiri mkadzi ane 28 yrs ndakashaikirwa nemurume 2019 akandisiya nenhumbu Mwana wacho atove ku kwanisa 5yr now, saka ndine dambudziko rangu randirikukumbira kubatsirwa veduwe pakafa murume wangu ndakaramba nhaka sezvo Ana bamunini vaivewo nevakadzi vavo zvino Tezvara vangu Havana kuzvitora zvakanaka kwakubva vabuditsa mashoko ekuti dakuona acharoorwa kupi iye zvino vehama ndatambura handiite relationship ino laster mwedzi munhu otoyenda pese pa ndofamba ndonzi ndakaiswa bvuri remufi ndosaka varume vachikusemai, minyama ndanzwa veduwe mabasa chaiwo ha ndiwane ndaimboshanda Mumba asi basa rakngomira izvezvi ndikada kutengesa ndo broker not nekudya Mari así kuti inonvonyangarika zvisinganzwisike saka ndokumbirawo kune vanokwanisa kubvisa bvuri nemunyama jambwa kusemwa kwakaiswa pandiri hupenyu hwangu uvhurikewo nema basa chaiwo kana nekutengesa ndikwanise kuchengeta vana izvezvi ndakango gara basa harisi kubatika. *NDOKUMBIRAWO KUBATSIRWA BVURI REMUFI RIBVE PANDIRI RISANDIVHARIRE MUKANA MUKATI MEHUPENYU HWANGU*
😢 🙏 😮 ❤️ 👍 😂 🙆‍♀️ 🤒 75

Comments