
Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
February 4, 2025 at 06:54 PM
Murisei king,,,,Ndodawo mundibatsirewo apa kuti ndakanganisa here... Ndafonerwa ne girlfriend yangu kuti ndimushanyire kumba kwake. Ndiri muTax abva asenda masage kuti ndiuye nemuriwo,,ndabva ndapinda muChoppies ndikatenga Braii pack. Ndazotengawo Cascade yaangoti ndichipinda mumba ndobva ainwa akarasa kachigubhu mudust bin remumba.. Nekukasika abva avhura braii pack akatora 2 mapisi ndobva aabika.. Abva ati avakunogeza,arimu bathroom ndanzwa achitaura nefoni,paadropa abva abuda akamonera tauro kwavakuuya kuzogara pamakumbo kwava kunditi,,,Bae eish,shaa baba vemwana wangu uyu vati varikuda kuunza mari nezvinhu zvemwana saka handidi kuti vakuone havazosapoti mwana vachiti ndave nemurume,saka imboenda ndichazokufonera kana vaenda... Handina kuda kubvunza zvakawanda,abva andikisa akati chirega ndipedzise kugeza vati vavepadhuze,abva adzokera kubathroom.. Ndabva zvangu ndasimuka ndokuvhura fridge ndobva ndatora Braii pack,ndobva ndavhura poto ndikatora mapisi maviri anga abikwa,ndobva ndamws soup,sezvo yanga ichipisa ndatadza kuipedza ndazonhonga kachigubhu kaya keCascade ndobva ndadira yanga yasara,,,ndobva ndadira mvura mupoto ndobva ndabuda ndikaenda... Ndati ndava muTax ndobva atanga kufona handina kumudavira,kwavakutanga kundisendera mamasage achindituka.... Nhai vehukama ndakanganisa here apa???
😂
👍
❤️
😮
🙏
👏
😢
74