Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
February 4, 2025 at 06:54 PM
King....ndirimudzimai wechidiki ndakamitiswa ndokusiwa ndokuuya kuno UK kuzoita basa ndiripabasa paya mhepo dzakasimuka zvinhu zvisingafambi zvakanaka Shamwari yangu ikati varungu vayo ingochani vakachata varume vose saka varikuda mwana wadii wavapa wako uyu sezvo urikutambudzika naye asina anomuchengeta Ini nekuda kwekutambura ndakabvuma ndokubva vamutora tikasainirana maforms kuti mwana ava wavo every month vaindiisira mari mubank 500 pounds ndichitora mari ndichidya mwana uyu vakatomuchinja vakamuisa pl@st!c surg£ry avamurungu saivo hamawee ndaakuda mwana wangu ndingaite sei kuti mwna wangu ndimtore back
😂 😮 😢 🚮 🖕 💔 💩 👺 😭 ☹️ 125

Comments