Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
February 4, 2025 at 07:45 PM
Ini ndiri murume ane 27 years. Nhau yandi unza pano, ndaka danana nemumwe musikana wandaida nemoyo wese kuzim. So chakai tika ndaka rara naye but haana kubata nhumbu. Taisa gara hedu tose. Takazo wirirana kut ini ndiuye Joni, nditsvake basa. Pandakauya handina kuita munyama, basa ndakariwana pacompany ye winery muno mu Kappa. Neku famba kwe time, ndakazo nyorera work mate yangu muZimba tika wirirana, kusvika umwe wangu aita pamuviri. Tava kugara tose, atove nemwana so nhau iri kumusikana wangu wandaka siya. Ndinonzwa misodzi yangu kuda kubuda. Handina kumu budira pachena kuti ndaka roora. Profile pic yake anogara akaisa ini, kustatus yake ndini ndogara ndakaiswa, onyora kuti ndichaku mirirai kusvika mauya mhofela. So ndiri kushaya kuti ndomu udza sei? Apa ndakadya humhandara hwake veduwe. Ndoshaya kuti ndomu ititirei shuwa. Ndombo zama kumu tsvakira nyaya but mhinduro dzake inyoro guys. Ndobva ndapera power. Ndino gona kungo muti ibva paline izvozvi, nguva iyoyo anobva guys. I know ndaka tadza cause mwana uyu inherera. Ndava nemukadzi handidi futi kucheater mukadzi wangu. Ndomuudza sei guys help me. Ndomu udza nenzira ipi kuti asa rwadziwe guys? Kumusha kuno netsa airtym but iye ano fona guys apa vana Tete vake vese aka vapa number dzangu. Ndodii guys? Vakambo sangana nazvo handidi kuita munyama or hutsinye ndikudawo help. Please musandi tuke I need serious help. Kutadza ndaka tadza hangu pachitsiidzo but ndaakudawo help kut umwe wangu asa tsamwe. Thank you kune vachabatsira!!!
ADMIN: Kudenga ndakanzwa kuti kure. Ndakanzwazve kuti kune nzvimbo ine zi aircon remarasha, mazimbe chaiwo matsvuku 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😢
💔
😂
😭
😮
🖕
🙏
🥹
⚰️
👍
112