Tanny's Online Novels
Tanny's Online Novels
January 23, 2025 at 09:04 PM
*WRITTEN BY TANNY M(MUZUKURU WESHAYA)* https://whatsapp.com/channel/0029VaDYeL6IHphKZdYP1O25 *Book redu rinosvikira muchannel umu saka gara vaita follow munyori haape mabooks kuinbox* *🟣LOVE AND LEGACY 🟣* https://chat.whatsapp.com/IGZ9r8Q049c5RxO1E11wRP *For comments* Book📚19 *App/Call 0️⃣7️⃣8️⃣0️⃣2️⃣9️⃣7️⃣4️⃣0️⃣0️⃣* *Chapter Ten* Mirikano Ndakavhara door repakitchen ndotarisa kuti anga anani vaanga awuya naye asi vaiva ari ega. Kunze kwacho kwanga kwati zvii kusviba apa ndanga ndiri ndega pamba. "Maswera sei ". Ndakadaro ndodzikisa dhurezi rangu pfupi randainge ndakapfeka sezvo ndaingova ndega. Iye akaramba akanditarisa zvekuti ndanga ndakushaya kuti vainge vafambira kunonditarisa chete here. Akagadzirisa pahuro pako oti "Your body indeed have a nice shape ndaisazviona chete dai ndakazviona behind that long dress kuchipatara ndaibva ndatokubvuma chaiko ,you have a very tiny waist and very curvy hips l like that !!! " Akadaro oruma muromo wake wezasi ini ndakamuti "Kwakanaka here kunditsika muri mega kudai ". Akabva agara pasi ndobva ati "kunoshatei ndauya kaa kuzoona chimoko handiti unoziva kuti tiri matriplets ini naEdina naEdha saka chake ndechangu saka sezvo ari busy l came to give you company,how are you by the way ". Ndakamedza mate ndoti "ndiri bho hangu ". Akamboramba akanyarara akanditarisa. Ipo panze painge pari jenen'ene sezvo pamba painge pakaiswa magetsi esolar mbuya wainge vakatenga masolar akawanda nebattery riya rinonzi ritiyamu yaisimudza zvose. "Good apa ndangofambira hangu nyaya idiki diki ,ndokumbirawo kuti ushaikwe zvachose mulife yaEdha nekuti kuva kwako mairi kuchava dambudziko kwatiri tese.Apa ndauya kuti ndikuudze nemuromo chete nekuti handisi munhu ane hutsinye lm looking after my family. Family yedu is so complicated zvimwe zvinhu hauzvinzwisise handiti uri kundinzwa !! Edha already ana Amelia saka don't try to come between them because the consequences will be dire for you and for me and the whole family. Sekuru wangu vakasiya zvese izvi is no more saka ndokumbirawo kuti ungoite kuti zvemaroro zvipfuure iwe usipo nekuti Edha wacho ndoziva kuti hautomude vajaira wako varume wekuno ". Ndakaseka zvishoma ndofunga madiro andainge ndakuita father.Ehe ndainge ndakuvada ini ,father wane moyo vakanaka awa uye vanondinzwisisa ndowada nemoyo wese izvozvi ndiri kufunga kuti vari papi kusanditsvaga asi havandide kani ?? "Tiri tese ...". Akadaro Edmore ini pfungwa dzainge dzahutuka Harare ndakufunga hangu shumba wangu. Ini apa achakwanisa hake kundibvisa pana father ndiMwari oga. Father needs me !! ... Ndakamuti "Izvozvo zvauri kutaura ndoda ndichizviudzwa naEdha kana kuti gogo Mukumba kwete kuti ndoterera iwe.Kana ndichiunza dambudziko ndichaunza muhupenyu maEdha kwete mako saka ndokumbirawo kuti mupinde mumota menyu mubve pano". Akaseka zvishoma achibva ati "Zvakakuomera handiti ,baba wako wane chii ,because at this time tiri kuda vanhu wane mazita ". Ndakaramba hangu ndakanyarara. Vanhu vanogona kuyamwa zamu rimwe asi umwe naumwe anenge ane hunhu hwake. Iye munhu wacho anga achida kundiroora haana kumbonditaurira zvinhu nemuto uyu saka iye ndiani anoda kundiudzira zvekuita ini. Mbuya wangu vakati ndakagara pandakagadzikwa ini !!! Ndakabva ndasimuka hangu iye ndobva ati. "You are fatherless.Your father left you with nothing. Mbuya wako is our maid who l can order around. Uri munhu anobva kuvarombo know your place iwewe. You are so beautiful but these days money counts nekuti hapana patichararama nekunaka kwako. Uri kutotambudzikawo uri kutsvaga pekuponera.Edha wacho haumude chaunoda imari yake.You used juju on my sekuru ,vakuda kushandisa pane brother yangu ?? Izvozvo hazviite. What is your level of education because Amelia is actually working on her phd ,show me at least a diploma .and you think you can qualify into the Mukumba family. This time tinoda generation yevanhu vakadzidza kwete vasina ,leave Edha alone wotamba iri kurira kuno vanzwaka ". Ndakaramba hangu ndakanyarara ndobva ati "You want to embarrass him because of your poverty stricken background. If you planned this nambuya wako ,let me tell you ,you have failed ,we are entitled to marry from Mupfumi not you ,who are you ?? Une chii unodriver which type of car you think doing those wifely duties he would fall for you ,uri kuherereka mubrain dzako ziva zvekuva nambuya vanodriver class two yechikorobho and leave the Mukumbas alone. Tinokumba wane mari kwete people vakaita sewe so ". Ndakamedza hangu mate ndakagara pasi paside nedoor ndainzwa misodzi yangu kuda kubuda chaiko. Ndiri chiiko inini ?? Kudzidza kwacho handina . Mota yacho handina. Vabereki wane mari handina ndakapfumisa ivhu nemubereki wangu. Chii chandinacho chandinoda kuzvikwanisa pane vanhu wekwaMukumba . Mbuya wangu vainge vaedza hawo kuda kuti hupenyu hwangu hunake asi uku kwaisava hako kwangu. Akabva asimuka achida kundibata musoro wangu ndichibva ndaunzvengesa kwakusimuka. "Ndogona kukurara for short time ndokupa mari wonotengawo hembe dziri nani ". Aida kundibata zamu asi ndakaona atarisa pasi. Ndakatarisa kuchamhembe ndoona Ferge akamira Akabva aisa maoko ake mumapfudzi angu. "Mirikano who is this lunatic chii chiri kuitika pano ..". Hameno runa iyoyo asi ndaida kuti anyatse kumuponda chaiko. Haana kuzomira iye Edmore wacho sekuti Ferge aingova nomuviri womunhu anoenda kugimu. Ferge akabva andimbundira ini ndakabva ndakasika hangu kuzvibvisa paari. Edmore akabva amutsa mota yake. "Ko ndiani munhu anodrivher bango remota iri ndizvo zvavava kuita izvi mazuvano ". Ndakamuti "ko uri kudei pano handiti vakabva vaendera tuu usingadzoke kuno here. Bamudiki wangu varimo saka ndokumbirawo kuti ubve pano toonana mangwana ". Akamboda kutaura neni asi ini moyo wangu ndainge ndakasiira father ndaisada izvozvo zvaaida kundinyengera kuti babe. Akabva aenda hake kana kubika kwacho handina kuzobika ndobva ndanorara hangu. Asi ndakamutswa nephone yanga ichirira. Ndakaitarisa ndikaona ari Edha. Ndakamuka ndichinyatsa kugara hangu ndobva ndati "hello ". Akabva atura mafemo andakanzwa paphone ipapo. "Mother .. Ndakamboramba ndakanyarara ndobva ndati "shumba maswera sei ". "Ko vazongoenda just like that ". "Ndanzi nambuya ndiuye kuno ". "Vadii kumira kusvika ndadzoka kumba ". "Ndangonzi enda ini ". "Unoenda usina kundiudza in person here usadaro iwewe apa ndanga ndichikuphonera chii changa chichinetsa kuti udaire call yangu " "Sorry ndanga ndaisiya mumba handina kuzvinzwa ". "Ko uri kuita kunge uri kuda kuchema hanzii ". Ndakakwidzira madzihwa ndainzwa kuda kuchema ini. "Edmore anga ari kuno ..". "Anga ari ikoko !! Achiitei kunani kumba ". "Hanzi ndisiyane nemi daddy asi handisi kuda kusiyana nemi ini anga achida kundibata futi " Handina kumbofunga ruviri ini ndakabva ndatomuudza zvese . "Are you okay " . "Ehe ..". "Ndiri kusvika ikoko..." Akabva atokata phone yacho. Ndakatarisa nguva ndikaona dzichiti 7 . Ndaida kumufonera kuti asauya asi phone yacho inenge yanga yadzimwa chete Ndakabva ndatorara hangu nekuti ndainzwa kuneta chaiko. Ndakazoita zvekupepukira kuhope ndanzwa knock padoor. Ndakatarisa time paphone pangu ndikaona dzichiti 10. Saka anga afamba nehusiku huno. Ndakanovhura door racho. Ndakaona ariye . Akanditi "unorara mupi ". Ndakamunongedzera room yacho ndobva afamba achienda ikoko. Ini ndakatewera kumashure. Akabvisa bhachi rake ndobva ati "Hanzi kudii naEdmore ". Ndakatanga kumurondedzera zvese akaridza tsamwa ndobva ati "Anoda kundinzwa manje achandinzwa ". Akadaro ndobva apukuta kumeso kwake. Ndaisada kumubvunza zvakawanda ndakamuti "ndonobika here ndanga ndisina ini ". "No usabika hako hauna kuneta here kufamba mubhazi ". Ndakamuti kwete ndobva ati "saka vatiza daddy here ". Ndakaramba hangu ndakatarisa pasi. "Ndanga ndakusuwai mummy kutaura chokwadi l hope Edmore haana kukuitai zvimwe ". Ndakamuti "Haana ". "Ndati ndanga ndakusuwai ". Akadaro achiswedera pedyo neni. "Kana neni dady .." Ndakataura ndichinzwa kunyara. Akanditi "saka zvavakaita ndizvo zvinoita munhu asuwa dady here ". Ndakati "munoda kuti ndidii ". Iye akaseka zvishoma ndobva ati "kiss me kaa ". Ndakamuti "Aah imi ...". "Aah imi chii vapfana awa vari kundijairira nekuti hapana zvandati ndaitaka !! ". Akadaro achibvisa tshirt kumusoro ndobva abvisa trouse rekubasa raanga akapfeka. "Mother ". "Dady ..". "Handina kugeza ,l don't mind yakatonhora ". Ndinosiiti kana kwasviba ndotya kubuda panze asi apa ndakabuda panze ndoenda mukitchen. Mutin manga muchine mvura yanga ichidziya sezvo ndainge ndaisa matanda pamoto pacho. Ndakatora iyoyo ndikavaisira kubathroom ndobva vanogeza. Hameno gogo vaiziva here kuti dzedzii vainge vasvika kuno asi ndaisazombovaudza hangu ndinonzwa nekutukwa chaiko. Pavainge vapedza kugeza ndakatora trouse racho ndichibva ndariwacha ndichiriisa paline yemuimba yanga isati yanyatsa kupera nekuti vanga vasina dzimwe hembe dzekuchinja. Pandakadzoka muroom mangu ndakaona pane paper bag. "Ndangonhonga nhonga izvo ndakumhanya ndashandisa card handina mari mother ". Ndakati "maita basa dady chocolate ndanga ndaisuwa". Ndakadaro ndichivhura kuisa mukanwa mangu. "Vakupedza wega usina kundipawo here ". Ndainge ndasarirwa nechimedu chandainge ndandonyera mukanwa chete. Ndakavati "yapera ". Vakati "ndoda iyoyo iri mukanwa mako ". Akadaro achindidhonza kundigarisa pamakumbo pake zvekuti iye ake ainge awa pakati peangu. "Ahhh isa ....". Akadaro achivhura mukanwa make " . Ini ndanga ndakunzwa kunyara chaiko. Akadhonza chirebvu changu ndobva aisa muromo wake pane wangu ndobva agwedura chocolate yacho ndobva atanga kudya akachanditakura kudaro. Paakapedza akati "ndiri kuda imwe ". Ndaida kuti yapera asi akabva ayita zvekundihakachura ripi rangu rekuzasi ndobva atanga kundikisa. Ndakaita kunzwa muviri wese kurohwa nefurosti chaiyo. "Dady ...". Ndakadaro ndichitonzwa minyatso yangu kuoma kuti twii chaiko. "Dady vari kuda nezvenyu mai Shushu vanga uchindikwadza shaa ...". Akadaro achisimuka akanditakura ndobva andiisa pamubhedha. Ndaida kumuka asi akabva andibata kuti ndisamuke. "Vanoda kundidyira mukadzi wanguka....". Kunzi mukadzi wangu ndakanzwa kunge ndava kupenga chaiko. Ndifather here awa kana kuti Anabheroo anga apfeka muviri vafather aida hake kundisombonya. "Handichadi munhu padhuze newe vanzwaka daddy havadi izvozvo uri kundinzwaka..."akadaro achiisa muromo wake pane wangu ende kundigumha kwanga kuchiita ndebva dzake kwanga kuri kundipengesa chaiko. Akatanga kundikwekweta rurimi rwangu kana Ferge anga asati akambondiita izvozvo . Rumwe ruoko rwawo rwakabva rwaenda pazamu rangu ravakatanga kubata. "Shu..". "Shhh babe uri kundiomesera handichagone hona ...ndodii mummy ". Akadaro achindibatisa pamberi peboxer rake. Kungoguma chete ndakaita power rekupukunyuka kubva paari. Ndiri ndinozhakwa naro danda iroro mbuya wangu vanondimamisaka wonondikanda kumvura. Ainge awa hake murume wangu asi ndaida kuti abvise mari ndakachaita vherifaidhi chaiyo. Ndakamira hangu padoor. Iye akabva aseka achirara nemusana. "Hamuna musikanzwa mother ndazviona chiuya urare hako nashumba wako". Dai ndanga ndichine chidhan'ali ndaipfeka hangu asi moyo wangu vakandiudza kuti hapana zvaanondiita hake. Paakabata phone yake ndakabva ndamuti "father ". Akati "humm ". Ndakawati "dzimai rokesheni yenyu paphone munondikwadzisa !!! ". Akamuka achinditarisa ndobva ati "kukukwadzisa how ". Ndakamuti " vanhu vanozivaka kuti muri kunoku ". Akati "Mirikano hapasipo pane nyaya yako hana yangu iri kurova ". Ndakamuti "kana yangu haina kugadzikana iyi phonerai Mambakwe munzwe kuti kuri sei kumba ". Akatura mafemo ndobva abaya number dzambuya wangu . "Umm Edha eem eeh mukwambozukuru mbuya varwara kuno hanzi nyon'o Gisiri vakazvivharira mumba make Edmore haapo Edina haapo futi ndoita sei nawo mbuya vari kurutsa vachiti pamoyo pangu .....". Pakataura mbuya izvi vara rekuti *Potifari* rakabva radzoka mupfungwa dzangu. "Anonzi Potifari ndiani ...". "Wai ...wait !! did you just say Potifari ?? ,how do you know his name ". Ndakati "Father ndati izita rani kasikai kupindura ". Iye akasimuka omira obata muchiuno obata musoro ndobva ati "You know a lot munhu iwewe ...". *Stay tuned*
❤️ 👍 🙏 😂 😮 😢 🔥 🎉 😭 🥰 1.2K

Comments