MAMA SHANNELLE NOVELS& CHIKAPA STORIES📚🖋💚🇿🇼
MAMA SHANNELLE NOVELS& CHIKAPA STORIES📚🖋💚🇿🇼
February 10, 2025 at 07:28 PM
Murisei ladies. Ndauyawo pano nyaya yangu yakadai. Inini mumusha mandakaroorwa handidiwi ande vabereki vemurume zvese nehama dzake dzakatibuda pachena kuti adzindidi chero murume wangu anozviziva. Nyaya yacho sei ndisikudiwa ndeyekuti Ivo vanga vane mskana wavanga achida kuti aroore then iye akapikisa kwakuchiroora ini. Problem yavepo kwese kwandinofamba kumasowe kurikunzi handidiwe zveshuwa mumush umu. Varikuita zvese kuti tirambane asi kana vakatadza kuti tirambane kwacho vachapedzisira vauraya mwana wavo nekuti zvekuti tirambane zvinenge zvakona. Izvezvi murume wangu haachatonzwanani nehama dzake kusanganisira vabereki vake pamusaka pangu. Zvino ini ndotya kuti vanogona kuuraya murume wangu nekuti chandinoziva kurambana tinogona kusarambana zvedu unless zvazoitikawo handingazivi hangu. Ndingaitawo sei ma ladies ndosiya imba ere ndiende zvangu nekuti ndiri kuona sekunge nyangwe iye hubby zvirikumudya moyo kuti why zvinhu zvakadai
😢 ❤️ 👍 🙏 😂 😮 14

Comments