
MAMA SHANNELLE NOVELS& CHIKAPA STORIES📚🖋💚🇿🇼
February 12, 2025 at 09:39 AM
*panewo zvaunoda kuziva zvausingazive here ingopindawo umu unowana 1 or 2 zvinokubatsira*👇💜👇🤍
https://whatsapp.com/channel/0029VagbFH90LKZNnjrWwU0d
Ukaona munyama wekusarorwa vanyanyisa Tora mutsvairo wemumba uye woisa mumvura wogeza uchitaura kt ndikutsvaira zvese zviri pandiri marara ese ndikubvisa kana vapedza unoukanda kumawirira right wotora mugoti munobika sadza uye woisa zvakare mumvura woti sekudiva kunoita mugoti neniwo ndomadirwo andichaita hapana musha usina mugoti Saka ini ndichaona semugoti ndoda zvakanaka pahupenyu hwangu vapedza woubata zvakanaka woisa paunogara zvakanak ndatenda hangu
*Kune vose vanoti zvinhu zvangu hazvisi kufamba*
huya muchannel yedu yaseh natete
Maremedy ose tichaisa muchannel kuti tibatsirane. Uyo anewo mhepo yekushaya mari kushaya basa tinewo zvatinogona kubatsirana nazvo tiri kwatiri ikoko,,, mhepo dziriko zveshuwa. Pamwe pacho paunofunga kuti zviri normal zvinenge zvisitori normal
uchinzwawo kuda kubetserekana kana kuzobetserawo vana vedu👇
*dzvanya 💜view channel👇💙👇 and follow*💛
Gogo chiremba🦅
❤️
1