SMAILAH NOVELS
January 18, 2025 at 08:09 AM
Follow the Joseph Simango novels channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VaeeH6Q96H4ZcIdiaB1E
*Chingoreactor usati waverenga , book handisi kuzopa kuinbox saka gara wapinda muchannel*
https://chat.whatsapp.com/I5jQwI6xV1L0pjndRFiagy. *Mugroup hamumanikedzwe kupinda kana uri chimumumu . Sunungukai kucomenta asi musazongondituke bedzi*
*Novel written by J Simango*
0778784895
_*Wandivavarira*_
*Chapter 1*
Ndakaramba ndakanyarara hangu senge ndaisazvinzwa. Paakaona ndave kubaya baya foni akabva ati:
"Watoshinga here kuramba nenumber dzako?"
"Chimos, ndakakuudza kare kuti ini handiite zvevakomana , why wandivavarira kudaro."
"Ndokuda Fadzie, but iwe ukundivharira panze"
"Haaa maya, handina kumboziva kuti ndiwo mweya wauri kundifungira. Please kana uchida kuti tirambe tichiwirirana , chibva wasiya nyaya yako"
Ndakabva ndatotanga kufamba ndichienda kumba sezvo zuva raiva rotonyura . Ndakangomusiya akamira ega ko maida ndiite sei nemukomana anoti bby rese remuraini anenge achida kutorinzwa. Ari saChimoss ndakatonzwa mbiri yake yekuda vasikana chero waasingazive anongonyenga mumawhatsapp group. Mumwe munhu wandaida kurova NdiCleo cz ndiye aimbotumwa mafirst days . Zvehunhu hwechipurazi ndaimbozvida here , aida kundipinza mugomba iye achiziva kuti Chimos ipfambi yemandiriri. Ndakasvika kumba mhamha vakavhura ziso apa ndaiva ndanonoka nemuriwo
"Kana uchiona kuti zvepano hausi kuda enda kuna amai vako kumakuva unokuziva"
"Sorry mhamha , ndasvika pasina vanhu ndosaka ndanonoka kudzoka"
"Usandiudze zvisina basa Fadzie , ini zvekunetswa newe handidi , wangu mwana anoteerera uye akatumwa anokasika kudzoka."
Moziva ndakapererwa nemashoko avo apa ndaiva ndisina kumbonyanyononoka. Ma minutes andaiva ndamira naChimoss aisambosvika 5 asi munhu otondipopotera. Ndakangoti mwari ndibatsirei ndokupinda mukitchen maiva Vimbai ndichibva ndati:
"Ko hausati waisa moto wani?"
"Shit!"
Akangoridza tsamwa achibva atobuda mumba , mozoziva ndakapererwa kushaya kuti vanhu vaimbovavarirei neupenyu hwangu . Zvisinei ndakabva ndatora dish ndokutanga kucheka muriwo ndipo pakadzoka ddy vachibva kubasa.
"Maswera sei baba?"
Ndakadaro semwana anehunhu ndichivamhoresa.
"Ndaswera mwanangu, ko indava kungosuruwara?"
"Hapana baba , kutongonzwa kuneta hangu"
"Zviri kukunetsa ndiri kuzviziva mwanangu , rega tozotaura mangwana handisi kuenda kubasa"
Kutaura chokwadi baba vangu vaimira neni , hongu amai vaindidawo asi vaindipa fake love kana ddy varipo chete . Nguva dzakapinda baba mumba mhamha vaibvisa washeni panze uyuwo Shanty aiona bhora reZimbabwe neKenya kusitting room. Nyaya yakandinetsa mhamha vaiva vati enda kuna amai vako kumakuva , asi vaidza kureva kuti ivo vakafa here. Moziva ndakatozosekera hangu mudundundu kunge rugare, mashoko rudziii akadaro chero ukanzi watsamwa. Zvisinei ndakabuda mundangariro asi zvee baba vakati zvaindinetsa vaizviziva , ingave nyaya yei yavaida kutaura mangwana ko vaidii kungorara vandizivisa. Panguva yakazopinda mhamha mubdroom maiva nababa , ndakanzwa kupopotedzana imomo kureva kuti vaisawirirana . Ndakamira pamusiwo ndokunzwa ddy vachiti:
"Kana usingade mwana wangu uchabva pano , ndakakuudza kare kuti tora vana zvakafanana, kufirwa imhosva here"
"Moziva ndakaita question mark nemashoko avo , anyway yandisina kupirwa ndinei nayo ndakabva ndaisa poto yesadza pamoto mufoni mangu muchibva mapinda text kubva kuna baba.
"Mwanangu kana uine chaunoda sunungukai kundiudza nekuti ndini baba vako"
"Oky baba"
Uuuuu baba vangu vaindida asi amai , panguva yandaipindura message mhamha vakabva vapinda vaina Vimbai nofunga bhora raiva rapera.
"Ko hausati wapedza kubika".
Vakadaro mhamha ndokubva ndapindura hangu zvinyoronyoro zvinofadza moyo wavo.
"Ndakutopedza mhamha , pasara muriwo"
"Asi zvee dai watanga wabika muriwo nekuti sadza rinozopora , anyway undiisirewo mvura yekugeza pamoto"
"Oky mhamha"
Ndakapindura ndichitora chitin chepamoto . Vimbai aingova pafoni ko aiva mum's daughter zvee maida aite basa rei .
"Ubva wandipawo mvura yekunwa ndiwe wakamira"
Akadaro hake mwana wamhamha ndichibva ndamupawo zvaaida . Pandakapedza kubika ndakapinda mumba ndokutanga ndanamata sezvo yaitova tsika yataiva takadzidziswa kwedu kusvondo. Ndaisagona kunamata hangu mazwi akawanda asi ekuti mwari ndokutendai nechipo chehupenyu chamunondipa ndaimaziva . Zvisinei ndakabva ndabatwa nehope ngandirote ndiri inini naddy asi paiva nevakadzi vaviri .
"Iwe wakandiuraya kuti usare pamurume wangu , semukoma wako ndakazvirega nekuti zvaiva nevabereki mukati , ko mwana wangu unomutambudzirei iwe wakati uchachengeta. Handisi kufara zvachose nezvauri kuita , kana uchiona kuti hausi kukwanisa kumurera taura kuhanzvadzi dzadu. Usadyare ruvengo pakati pevana. "
Mazwi aya akabva kune umwe mukadzi aiva akamira naddy vachiudza mumwe mudzimai aivepo . Mudzimai aiudzwa uye airatidza kutya ndipo pakatendeuka mukadzi uye ave kutaura kwandiri:
"Ndinokuda mwanangu , ndinewe pauri . Muhupenyu unosangana nezvakawanda, mune mufaro zvese nemisodzi . Kana wakaverenga Misodzi yenherera uchazvigamuchira . Ndini amai vako nyakubereka."
Vakabva vanditarisa apa maziso avo aiva atsvuka misodzi . Ini ndaiva munhu aipinda nemoyo ndokutanga kuchemawo . Pavakaona misodzi yangu yave kubuda vakabva vatendeuka ndokutanga kuenda . Ndakambofunga kuvatevera ndipo pandakazopepuka ndichidaidzira
"Mhamha!!"
Moziva ndakavhunduka nehope dzandaiva ndarota , ndakaedza kumutsa Vimbai asi aitova aendwa naye nevaroyi . Ndakatanga kunamata zvekare nechemumoyo ndipo pandakanzwa mhamha vachivhumuka vari muroom mavo. Ndakavhura nzeve ndichida kunyatsonzwa , ndakazoseka hangu pandakanzwa vachiti:
"No no! , Leave me , ndatsva kani"
Nofunga vakabva vapepuka nekuti ndakanzwa ddy vave kuti:
*Isai malikes book riuye*

*To be continued*
*To be continued*
❤️
😂
7