
SMAILAH NOVELS
January 24, 2025 at 10:16 AM
https://chat.whatsapp.com/K5VGUzqE0pE4D5heG8vbEk
https://whatsapp.com/channel/0029VaFWIrG3GJP3iso8x63f
_you need the book from chapter 1 and you don't have anywhere to get it ,don't worry i have got you covered, use the link above to follow my channel❤️🫶_
*ONE MORE CHANCE💛*
_diary ka portia_
*STORY BY::*
*XAVIER*
_note andipe book ku inbox so let's follow muchannel muwane book rese_
*078 065 9318*
*CHAPTER 9*
*MAGGIE*
I can't help it but to think kuti pamwe sir vari kutaura chokwadi ,zvimwe munhu arikutikwidza bhibho atori somewhere munyika achizvifarira whereas isusu tiri worried sick about her ,takabuda just office takadungamidzana na Natasha ayitoratidza kuva deep in thoughts
*NATASHA::* I wonder if she is even safe wherever she is ?
*MAGGIE::* Ini Natasha ini ndaneta nekuva worried sick about her ini ,if she is around the least yaanga achifanirwa kuita khngotiudzawo manje zvaari kuita zvekunyarara ndokudii ikoko ,I'm starting to believe kuti pamwe ari kutofara kwaari ikoko aaaah hezvo
*NATASHA::* ukunzwa zvauri kutaura here iwe ,unofunga kuti Portia anga enjoyer life yake without us ,heee my gut feeling is telling me that she isn't safe ,maybe she was kidnapped or maybe dea...
Akatadza kupedzisa sentence yake ndobva abata musoro wake akatsinzinya maziso ndobva atodonha ,ndakashaiwa kana kuti ndodii ,kana pekubata ndakapashaya until Sir Sibanda vabuda mu office mavo seems like vaitoenda ku lesson rimwe here and vakangondiwana ndakamira panzvimbo one with my hands on my mouth gasping for air
*SIR SIBANDA::* what happened to her ?
*MAGGIE::* I don't know sir angodonha tichifamba kuenda ku class sir mubatsireyi we need to get her ku hospital or pa Nectar Care apo
*SIR SIBANDA::* wait Mira ndideedze Mai Moyo ndivo vane mota iri Pedro since ambulance yabuda
He said vachitomhanya ku office kwa Mrs Moyo , ini ndakangora musodzi ichichururuka kuita sekuti yangovhurirwa kuti ideuke ,ndakanogara ndakaisa musoro wake pamakumbo angu crying
Sir Sibanda vakadzoka na Mai Moyo ndobva vatakura Natasha bridal style ,I went mu class kunotora ma satchel edu and ndakamhanyawo kumota and drove off kuenda pa Nectar Care ,we couldn't go ku Trauma because kwaiva kure
Takasvika pa Nectar Care and she was taken inside tikasara takagara mu corridor, and inwas sobbing silently until I felt hands on my shoulders, it was Mrs Moyo she smiled hugging me and I hugged her back for dear life making loud sobs between the hug
*MRS MOYO::* Let it all out my child, chema and vent it all out it's not good to bottle up things handiti I nodded crying
I guess munongozivawo kuti misodzi ine manyemwe kana wawana wekuchemera inobva yaita manyemwe chaiwe kuita kubuda seyavhurirwa payanga yakavharirwa
*MAGGIE::* Ma'am I can't lose both of them they are my everything for heaven's sake I need them ,first it was Portia disappearing on us ,it's like akangoendeswa nemhepo and now ,the one wandaiti ndasarawo naye she is hospitalized, i can't take it anymore ma'am shamwari dzangu dose here nhayi mwari ndinozotamba nani kana mukanditorera mabhururu angu
*MRS MOYO::* Chinyarara Natasha is going to be okay handiti ,and hakuna munhu anofa she will be okay ,
Tichiri mukutaura ,vabereki va Natasha walked in, ndakabuda mumaoko a Mrs Moyo ndikanozvikandira mumaoko a Mai Natasha ,and continuously sobbed ndiri mumaoko mavo ,with her rubbing my back , call me dramatic and all but when it comes to my friends, they are my little family trust me ,I always feel their pain ,sometimes I don't show it hangu but I love my friends zvekutodaro
Takagara mu corridor takamirira doctor vanga vaenda naye or at least nurse one ,ndanga ndakayisa musoro wangu pa chest ya Mama Mai Natty ,she is like a mother or regayi nditi vatori mama vangu and she is one sweet elegant lady i have ever seen always on point everytime I mean she glamorous kuita sevachangobuda mu magazine shoot , trust me this lady is so beautiful without even trying
Nguva dzanga dzatoenda kwatova kuma six pakazobuda Doctor anga apinda na Natasha, her details were already filled by her parents and all things were paid for
*DOCTOR::* Natasha
*BABA NATASHA::* here doctor how is my daughter?
*DOCTOR::* okay family I have good and bad news so ndotanga nedzipi
*MAI NATASHA::* Start with the bad news please they say there's always a light at the end of every tunnel, so give us the bad news first then the good news
*DOCTOR::* We have ran a few tests on Natasha ,and her stress levels are really high and BP yakakwira all that can be normalized but the bad thing is that when we were running those test we found out that Miss Natasha is diagnosed with HIV meaning she is HIV+ ,and the good news is that she is six weeks pregnant
Ndakaita sendaresva kuhwa ,shuwa nhayi madarireyiko shamwari yangu yoga yanga yasara momuiitisawo AIDS here ,pamusoro pazvo oita nhumbu ,simba rekuramba ndakamira ndakarishayiwa ndikagara pasi pa floor chaipo ,ndakaona Mai Natty vachiratidzawo kuperegwa nezvanga zvataurwa na Doctor, Mrs Moyo misodzi yakatanga kuyererawo vamire na Sir Sibanda
*DOCTOR::* please don't take it to heart ,it is just HIV chete many people are living with it out there ,the only thing she should do is to take her medications seriously and also on time ,it's not the end of the world ,please book her for therapy she really needs it to vent out zvese zviri kumuitisa stress
*MAI NATASHA::* Can we see her please
She said that chilled ,ndambokuudzai kuti this woman is chilled right ,the doctor nodded and Mai Natasha vakabva vandibata ruoko and we walked kwanga kwakaiswa Natty and she was laying there helplessly I couldn't handle the pain I was feeling on my chest ,so I walked out and carried my back pack going out of the hospital, I could hear kuti pane munhu ari kundisheedza asi simba reku chevuka kuti nditarise kuti angava Ani ari kundidana ndakarishayiwa ndikaramba ndichifambisa
Ndakanopinda murank kuti ndinotsvaka chimota chekuendesa kumba when I felt someone achindibata papfudzi ndikaita kakuvhunduka ndichiridza mhere ,pfungwa dzangu dzaisadova panzvimbo one ndainzwa kuti ndakaasenga mutoro wenyika yose ,ndakacheuka ndakarohwa nehana ndichiona vari baba va Portia chakanyanya kundishamisa was the way he was dressed
Don't get me wrong but , I'm used to him vachitamba pama tarven nemumabhawa vane tsvina but this time around, he was dressing casually vachiita kunhuwirira vakageza and he has a new fresh cut ,truth be told baba va Portia is handsome but the way yavaiva vachizvibata nayo was really bad ,vaivanza his true himself
*MAGGIE::* Daddy va Portia
*BABA PORTIA::* urisei Maggie mwanangu
*MAGGIE::* Ndiri right ini daddy muriseiwo henyu
*BABA PORTIA::* Ndiri nani hangu ,I'm just devastated ndiri kushaya mwana wangu ndazama kumutsvaka ndikumushaya auna kwawunofungirawo here or if aiva nemukomana waaidanana naye
I smiled but then the smile faded away as soon as I thought about Portia and her where abouts ,she should have been achionawo baba vake worried sick about her ,I mean he is a changed man she would have been happy
*MAGGIE::* Ndiri kutomutsvakawo andichatozive kuti ndoita sei. Uku Natty is also hospitalized daddy ndaakushaya kuti ndoitawo sei
Ndakadaro musodzi yaakutobuda and I...................................
*END OF CHAPTER*
*STAY TUNED*
❤️
👍
😢
🙏
😂
72