SMAILAH NOVELS
SMAILAH NOVELS
February 1, 2025 at 12:26 PM
*NYARADZO* https://chat.whatsapp.com/HNYyS4N0WgZBHc6TPwiuQh *Story by* Mama Raylene Book 11 Chapter 05 Nyaradzo Ndakabva ndamira pane chimwe chi building kuti mvura ipere kwaingove kumira hako asi ndanga ndaniwa kare kamwana kangu ndaikanzwa kachikosora chaiko. Murume wavo aindi farira uye aida mwana wangu aitoti pese paaiuyira kumusha aitouya nezvihembe nema porridge Mai Tine zvaiva bhohwa chaiko. Zvekuti dzimwe nguva kana murume wavo aripo ndaiswera ndakamonera chi fleece hanzi handide murume wangu aone body yako unogona kungo nditorera. Vakazondibudira pachena kuti vaisazondi bhadhara nekuti ndaidya chikafu chavo ndo yaive pay yangu ndakamboda kusiya basa asi ndakafunga ndaizogarepi futi kwa Mai Shelly kunenge kwatove kuvaremedza chaiko. Baba Tine vakazotanga kundi nyenga ndichiramba hanzi ndoda uite second wife undizvarire mwana mukomana. Ndakaramba ini vakabva vatanga kundivenga. Umwe musi sezvo vaive pa off vakauya kuroom kwangu ndichangobva kugeza vakabva vandisaidzira pa bed kwakuuu...... End of chapter 05 *Sorry guys nekunonoka kuunza book* *Mama Rayie ❤️🩵*
❤️ 😂 😢 👍 😮 10

Comments