
Liliosa Online Novels
January 30, 2025 at 03:49 PM
https://chat.whatsapp.com/Lu8dgdQQdCG5IyJ5iiPEqa
Cleo!?
Chitsauko 1
🔞🔞🔞🔞🔞
Don't tempt to read if you not 18
Bthegreat
And
Lily
Lodza (Baba Marlon)
Ndichivhura gedhe chandakatanga kuona motokari bmw yakapakwa padhuze ne verandah reimba yedu ndikaziva kuti taiva tatsikwa nemuyenzi. Asi kahana kangu kakamborovera muhuro ndichiti pada mudiwa wangu Melinda akavharira hake bamunini sezvo ndainge ndasvika zvisina notice. Musi uyu ndakangoda kuitawo surprise kuna mai boy sezvo ndaive ndavagumbura zuro wacho. Ndaiva ndanonoka kubva kubhawa apa ndasiya phone pamubhedha, yavakuringer ichifonerwawo nechimoko chandainge ndanovharirana nacho kumba kwacho tikatapirirana. Iye Nyaraiwo ndoshaya kuti sei aisanyatsonzwisisa kudaro, kuti nditi ishanje here kana kuti chii ndotoshayawo ini. Munhu ndakamupfimba ndikatomuudza kuti ndina madam kumba akati haina hora as long iwe uchindigutsa kwese ku bag nepanyudzo apa no horror, tikatowirirana kuti kana ndiri kumba no calls or text, iye ndopoozofona ndava kumba. Melinda akaibata phone ichichema ndokuona nhamba dzacho dzisina zita achibva adaira. Achingodaira apa akaisa pa loud ndakanzwa,
"Iwe bhangu hauna kutakura pant rangu here iwe pawandikumura paya? Wariisepi shaa? Usazondigadzira ka iwe handidi zvinozondinetsa mberi!"
Akazosvika kwese uku phone yatounzwa ku bathroom kwandaiveri ndikaziva kuti chabvondoka. Ipapo Melinda ainge anditarisa kumeso neziso riya rekuti pindurai munhu wenyu.
Ndakabva ndangoti,
"Ndiwe ani unongotaura zvisina hunhu pafoni pangu uye unoziva here wauri kutaura naye?"
"Iwe Kedha usada kubhabhauka zvisina basa, unoti ndotadza kuziva wandiri kutaura naye idzo nhamba dzako ndakatodzisevha..."
Nyarai aiva akatodhakwa hake achitaura zvaanoda. Kedha ndoraiva zita rangu rekubhawa uye Nyarai ndoraaitoziva asi kumba Melinda aisariziva. Ndo lucky randakaita ipapo zvekuti ndakabva ndangoti.
"First of all handisi Kedha ndinonzi baba Marlon kana kuti Lloyd. Chechipiri nhamba dzamuri kufona nadzo handidzizivi uye handina kumba kwemunhu kwandaenda, zvaka zvamuri kubvunza izvi ndoshaya kuti mazviwanepi!" Nyarai akakanuka achiti,
"Serious here? Hausi Kedha! Hii sorry mukwasha wrong number, maybe ndaisa number isiriyo.."
"Eish please tangai matarisisa nhamba dzenyu musati mafona, muchatirambisa kuno nxaaa.."
Ndakabva ndadzima ndichiita semunhu atsamwa. Melinda akaramba akanditarisa mumaziso ndichibva ndamutarisawo.
"And then?"
Ndakabvunza hana yangu ichirova. Ndaive ndoziva munhu wangu kuti akaramba akakutarisa anenge asina kugutsikana nezvinenge zvichiitika.
"And then what baba Marlon? Ndiudzeika imi kuti chii chiri kuitika? Maisepi pant remunhu?"
"Ahh saka unoreva kuti zvekuti wrong number hauna kuzvinzwa here?"
"Handina ndanzwa zvekuti waisepi pant rangu pawandikurura."
Ndakabata Melinda mapendekete ndichiti,
"Babe you don't trust me, this is just a wrong dialling yaitwa naambuya ava handivazivi. Please lets trust each other tigare mumba murunyararo pasina kugara tichinetsana. Inga wani WhatsApp yako inongogara ichisenderwa ma messages nevarume vamwe vachiti wakazodii nezuro uchingoti handimuzivi its wrong number ndichinzwisisa, sei apa uri kuramba kubvumawo kuti its a wrong number?"
"Nekuti haisi wrong number munozivana nemukadzi ende matokwirana chete ndokusaka wanonoka kudzoka. Uchandipa chirwere uchikwirana nemahure ako! Ndichaenda kumba kwedu nekuti zvekufa ndakasvinura handidi!"
Mwanasikana ainge otovava chaiko zvekuti ndakapinda busy kukumbira ruregerero.
Akazonzwisisa pava paya asi chero kurara tose hatina musi uyo, zvairatidza kuti ainge asati andiregerera zvachose chero hake akangoti zvapera. Ndakamukira kubasa akafundumwara ndikaziva kuti ndaifanira kutomufadza kana ndodzoka kubasa. Chekutanga kwaiva kusatomboenda kubhawa, ndaifanira kuenda nekuChicken Inn ndichimutengera chicken Inn yaaidisa. Ndaifanira kukurumidza kusvika kumba ndobika ini musi iwoyo sezvo aifarira kudya zvandabika. Saka ndichingochaisa ndakabva ndanotenga chicken inn yangu ndokutyaira ndakananga kumba. Ndaida kusvika ndomuti "hande tinogeza tese" ndobva ndanyatsomuita romance yakapenga nekumudya nyemba yake zvinova zvaaifarira, ndobva ndaaa..
Ahh ndichipinda mugedhe ndopandarohwa nehana ndchiona pa yard paine BMW yakapakwa. Ndakanosviko paka yangu padivi kuti ndigozoipinza mugaraji later kana motokari yemuyenzi yasudurudzwa. Ndichisvika pa vheranda ndakanzwa mazwi evakadzi vaviri vaitaura ndikazvibvunza kasingaperi kuti angava ani mukadzi ainge atitsika. Ndichigugudza mai Marlon vakabva vangoti,
"Pindai hapana kukiyiwa."
Ndakavhura door ndichipinda mu dining maive nevakadzi vaviri ava hana yangu ndokuti bhagu kurova. Yaigotadza neiko kurova ini ndainge ndatarisana nezviuya. Mukadzi muyenzi wandakaona umu ainge akaurungana iyeye uku face ichiita kunge ya Beyonce kunaka aine vhudzi dema rakarembera kusvika kumusana uku achinge muIndia. Mazamu ake ndiwo akabva achizonyatsonditora moyo zvekuti nemaziso angu epfungwa ndainge ndotozviona ndakamagukuchira ndichiasvinyanga. Ndakanzwa sekuru mubhurukwa voita kukiritsana nezipi ndikaziva kuti ndadyira pana ambuya ava. Apa iye mukadzi wacho ainditarisa zvekunyara nyara.
Ndakananga paari mukadzi uya ndichibva ndamukwazisa neruoko, mai Marlon vakasimuka tichibva tambudikirana nekukwazisana achibva atora plastic bag randaiva naro ndokuriisa mu kitchen. Ini ndakasara ndichibvunza hutano kune muyenzi uye ndakatarisa pasi hamenoo kamwe kakunyaririra kandaingonzwa so . Tichipedza kukwazisana mai Marlon vakabva vangopinda nejuice riri muglass vachibva vanditambidza. Ikowo kwaipisa ndozvandaitoda. Mukadzi wangu aiziva kuti kana kuchitonhora aitofanobika putugadzike kana kuchipisa aitogara chinwiwa changu chiri panotonhorera. Melinda achinditambidza chinwiwa changu akabva agara padivi pangu ndokuti,
"Sis Cleo, ava ndivo baba Marlon, baba Marlon ava vanonzi sis Cleo vanogara pa next pedu apa. Baba vavo vakatenga imba iyoyi iri pa next saka sis Cleo ava vakugarapo havo vachienda kuma studies avo nekubasa. Apa vauya havo kuzoita kuti tizivane sezvo tiri vavakidzani."
Ndakabva ndati, "Ndiko kugona kwamaita sisi Cleo, kuzivana chinhu chakanaka matoita basa. Pano pamba penyu sunungukai kupota muchisvika muchitandara nevamwe vedu. Ivo vanogara vakasurukirwa chose zvikuru vana vari kuzvikoro. Basa ravo vanoitira pano pamba saka kana ini ndisipo vanowana wekutandara naye."
Sis Cleo vaya vakanyemwerera vachiti,
"Neniwo ndafara chose kuzivana nemhuri yenyu zvekuti ndichitandara nemi handitombonzwi sekuti ndiri kure nevamwe vangu. Ndotonzwa sendiripamba pedu. Ndakatokutarisai ndotoona sehanzvadzi yangu ava vari maiguru vangu."
"Ichokwadi wamai, mutupo wenyu ichii togona kungova hama nehama dzasangana?"
"Wangu moyo, ndiri Mamoyo.."
"Zvatanga tichataura, muri sisi nasisi ipapo, mai Marlon ndi Mamoyo zvakare."
"Yowe saka zvaramba kuti muite bhudhi, zvapasa kuti muite bamukuru.."
Takaseka hedu tese ini ndokuzotaura wangu Shumba achibva ati ndomutupo wamai vake.
Takazotandara hedu mai mwana vakatobika tikadya ndokubva muyenzi aoneka oenda. Achisimuka achitanga kufamba soo ndopandakachizonyatsoona kuti mai vakanyatsoumbwa zvomene. Mukadzi ainge akanaka iyeye uku chiuno chakaita kuurungana zvekuti ndakasara padiki kungonomumbundikira nekutoita fugu ndee , nekuti aiva akasenga zvake mwana wevaridzi.
Zvisinei mai Marlon vakazoperekedza muyenzi ndokusiya abuda gedhe. Pavakadzoka kumuperekedza vakabva vangoti,
"Zvamurimi mugodyira pamukadzi iyeye motora advantage,atondiudza kuti ane mukomana wake waaka engager naye please mumusiyewo."
"Mai Marlon mukadzi wangu imbondivimbawo mudiwa, chero zvichinzi ndinoda vakadzi, handipengi kusvika pakadaro zvekutopfimba vakadzi vemudhuze ava. Makonzo aya hadzisi mbeva.."
Mai Marlon vainyumwira zviripo. Pachokwadi hapo mukadzi uyu ndaive ndatoperera paari zvekuti ndaive ndototsvaga strategic ambiguity yekumupinda nayo. Ndaive ndotoda zvekunyudza svimbo!
Takazosara namai mwana todyisana hedu chicken inn iya ndichibva ndatovadeedza kuti tipinde mubhavhu tigeze. Ndozvavaidazve izvozvo vakabva vatokumura nhumbi dzese ndokuuya vari mushwi. Mai Marlon parunako vaikwikwidza zvekuti ndaiti ndikavatarisa so svimbo yaikwima chaiko, eheka pachichawa ndozvavanotaura vachiita kana vachida kuti chibage chasimba chava kudyika, vanoti chakwima. Saka kusimba kunoita chibage ikoko ndokwaiita svimbo yangu. Asi zvemusi uyu yaisasimbira ivo mai Marlon, yaisimbira Cleo. Nemaziso angu epfungwa ndaitoona ndakainyudza mumwanasikana ndakabata mazamo ake ainge ari mahombe asi aine denderedzwa sematende anogadziriswa matende ekuisira nyongorosi nevaredzi. Matende iyayo anofanira kuva nedenderedzwa renyika riya, three hundred and sixty degrees rinozvigarira roga rikagadzikwa munhu ari bishi kuredza. Pese pandainhafa mai Marlon tirimo mushawa ndaifunga zvandaizoita kana ndaizowana mukana pana Cleo. Ndaiti Mai Marlon vakashinyira nekunakirwa, ndaitoona nemaziso epfungwa ari Cleo. Mwana ainge andipengesa nguva diki diki iyeye. Ndakatamba navo mai vekwangu musi uyu ndikaita kunanzva nyemba yavo ndichipinza rurimi mukati ruchinodhuma ku g-spot uku ndikaona mukadzi achiita kuzuzumira akabata musoro wangu zvakazoita kuti arasire mvura yekunakirwa kumeso kwangu. Ndakabva ndati zvishoma izvo ndichibva ndavatendeudza ndovabatisa bath tub zvavaifarira ndichibva ndaisundira mukati neimwe sitaira yaiita vashinyire. Ndakaishwetedzera mukati ndikaona voita kutambisira chiuno ini zenze ndiye tuku tuku. Ndakaita kukurunga chiuno ndichiinyudza nekuiburitsa zvine hunyanzvi ndakatsinzinyira...
Ehe ndaitonzwa ndakainyudza muna Cleo hahaha...mwana akaita ndishandire mai mwana kusvika vodedera nekurasa mbeu zvandisati ndamboita.
"Baba mwana nhasi mune jinja chairo regai ndimbokudyaiwo ini ndaneta nekurasa mvura." Ndakabva ndagariswa pa bath tub ndokutanga kumunyungirwa sevaimunyungira loly pop! And guess what, ndainzwa ari Cleo ari kuzviita zvekuti ndakabatirira gotsi ra Melinda ndakatsinzinyira ndichinakirwa. Ndakaita kuhudzaturira mumuromo make chaimo akanyemwerera mai mwana achiti,
"Ndaishuvawo kuti mumbozviita kwandiri baba mwana. Nhasi mandifadza chose, tatamba zvandanga ndisingafungiri..."
Ini ndikati nechemumoyo,
"Utotenda Cleo wandaona, otherwise zvaisaitika kwauri forever..."
Asi pakududza ndakati,
"Ukagara wakafara zvawaita pandabva kubasa uchatapirirwa sezvizvi everyday. Sex in the shower inonakidza makafara mai mwana, chero simba rangu rinouya. Zviya zvekuti toda kutamba imi motanga kutaura zvimashoko zvinoodza moyo zemo rinotiza..."
Mai Marlon vakandimbundikira ndokuti,
"I understand now my best hubby, handichataurisi kana toda kutamba..."
Ndakasekera mudundundu ndichiti,
"Kusataurisa kana kutaurisa, hawaizviitwa zvandaita nhasi dai pasina Cleo..."
Cleo ndiye aive masaka ndifadze mudiwa wangu! Saka aifanira kundifadzawo chete Cleo...
Asi sei?
Aibvuma here kuti ndizomunyudza?
Kana zvaizoitika ndaibata denga, kuti ini ndizonzi ndaabata mazamo aya! Ndizonzi ndanyatsoinyudza ne dog style ndakabata mazinhingi aya! Haaaaaaaa ndinofa chete nekunakirwa....
Cleo Cleo Cleo..how many times did I call you?
Haa wandipengesa mwanasikana! Takazobuda mushawa pfungwa dziri kuna Cleo..
Ndaive ndorifarira zita rekuti Cleo...
Stay tuned
❤️
👍
😂
🙏
😮
😢
316