Liliosa Online Novels
Liliosa Online Novels
February 3, 2025 at 02:48 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaAkulRKbYMVngP8t51U Cleo!? Bthegreat 🔞🔞🔞🔞🔞🔞🔞🔞 Chitsauko 13 Lodza (Baba Marlon) Mu video ndini zvangu ndaiva ndakatogonyerera pana Yolanda. Ndakanyatsoita kuinyudza kuti peve iri zero centimeters apart chaiyo. Apa camera yainyatsotora pa g spot ipapa pandaiita kusakadza ipapo zvekuti ndainyatsonzwa ichisimuka zvakare ndotomboda kumupamha Yola. Asi parizvino ndaisava nemukana waizvozvo, ndaifanira kutombogadzirisa pandainge ndapinzwa apa. Ndiyani ainge titora video tichikwirana? Ndakazoona munhu uya atumira message achiti, "Baba imi dai mangosiya zvemba izvi moita henyu zveporno. Video iri anoriona anokwira mukadzi wake kuita seachafa. Iye mukadzi zemo hariperi achingoda kunyudzwa chete. Seni izvozvi ndakaritarisa ndiri kutotambisa kadzinhi kangu. Ndanzwa nekuzvikwira nechigunwe ndichitoita squirting.." "Wakawanepi video iri?" "Mugroup reporno randiri.." "Rakatumirwa nani ikoko uye wakaziva sei kuti ndini? Unondizivirepi?" "Kkkkkkk zvekuti rakasvika sei ikoko uye ndakaziva sei kuti ndimi hazvichina basa. Chatava kutoda ndechekuti toonana sei mumbondinyudzawo zvamaiita that lucky girl. Ummm mainyatsoisakadza kani. I cant wait kuinzwa yenyu ichipinda mandiri." "Ndiwe aniko iwe uye unodei kwandiri?" "What a silly question. Inga ndiri kutaura wani zvandinoda. Huyai mundikwirewo please..." "Ndati ndiwe ani?" "Your secret admirer. " "Asina zita here?" "Secret Admirer is my name." "Nxaaa taura zvine musoro iwe.." Ndopandakaigochera pahutsi. Akabva atoita kufona chaiko. "Ehhh taura tinzwe." "Mr Kedha ndiri kutoda kukuitirai favor because this vid rakandwa mugroup redu. Saka ndatoziva kuti ndimi ndikada kuti muzvizive before its too late." "Ndosaka ndiri kuda kuziva kuti ndiyani uye pakundibatsira uku unodei?" "Ndoda kukwirwa sezvamaiita Yolanda." "Ndiye akakupa that vid here?" "No haatombozivi kuti pane video." "So wakariwanepi?" "Muchazoziva kana mauya kuzoita zvandinoda. Otherwise ndaigona kutoritumira kuna mai Kedha. Ndine number dzavo right now. Or otherwise ndaitokutii ndipei mari ine mumvuri kuti zvivharane. " Munhu uyu aitoratidza kuti she was a threat kwandiri. Ndakabva ndangoti, "Ok tosanganepi uye unoda kuti zviitike rinhi izvozvo?" "Zvekukwirana here?" "Yes!" "Anytime yamuri free. Hatiendi kuChivero kwamakaenda tinoenda somewhere kuri secret." "Ok. But promise me kuti uri genuine hausi a scammer.." Akaseka ndokuti, "Ndiri genuine munotondiziva mukandiona." "Send your pic right." "Ok give me a minute." Akabva adropper call ndichibva ndainda kuWhatsapp. Ndakanowana atotumira mufananidzo wake. Damn it, aive musikana uya wekutivhurira room yeku lodge. So she planted a camera mu that room kuti ititore ma vids. Ndaive ndanyura. "Ok I now know you. Ndakakuona ku lodge. Uri beautiful hako zvekuti yangu yatobva yamira zvekuti can't wait kuinyudza mauri. But promise me after takwira you will delete the video?" "I do promise you dad. So rinhi?" "Nhasi manheru ndabva kubasa. Can we meet in town." "Ok no problem mondiwana pa Zanu Pf fence paya along Bulawayo road panokwirirwa ma lifts eBulawayo or Kadoma nevanhu." Ndakabva ndangopaziva. "Ok darling." Ndakazoenda kuinbox kwaYolanda. "Ko shaa musikana uya akatiperekedza ku room pa lodge paya unomuziva here?" "KuChivero here?" "Yes please." "Yes ndomuziva. Ndogara ndichitambirapo nema friends so akutotiziva." "Ummm do you know kuti aititora video tichikwirana payaa?" "Hiii imi!" "Serious. Atonditumira video." "Tionei?" Ndakabva ndamutumira. Akatoita kufona. "Bamukuru tava pamahwani. Ndiye akutumirai here?" "Yes." "Eish saka ati anodei?" "Hanzi ndiuye kuzomukwira kuti adzime." "Endai momukwira bamukuru kana zviri izvozvo." "Ummm guys hamuzi makaronga dhiri here iri?" "Maya ndanga ndisingatozivi kuti that was her intentions. Ndobasa rake rekuratidza ma rooms. So I wonder kuti why akazopindwa nepfungwa dzekuda kutigan'ira kudaro." "Hanzi anoda kuti ndimukwire." "Ndokusaka ndati if its possible kuti anodzima mongonomukwira. But please condomise because anokwirisa. Anoidisa.." "Ok but kukwirana naye its the last thing to happen. Ndogona kumuita kuti adzime tisina kukwirana." "I doubt. Diana ari kutoda kukwirwa uya. Akanditumira message achiti murume wawanga unaye achandikwira whether you like it or not. I didn't know aiziva kuti ane hunhubu hwaakaita. But akatora nguvai video paya?" "Hamheno kupinda kwaakaita mu room paya I think ndopaakaita hunhubu." "Yaah ndomahwani. Comply please to avoid danger." "You are right." Cleo akazondimhoresawo pa app achinditi, "Hindava kurova. Kubva zuro no kutaura neni asi mava kundimaka? Makawana zvitsva kasi?" "Ndowanepiko zvitsva nhai Mainini? Zvitsva ndimika muri kundivharira panze." "Bamukuru handikuvhaririyi panze kani. You know zviri pa ground zvinoita timboita delay. But remember delaying is not denying. Very soon tinonyudzana." "I understand mainini." "Good. Haa nezuro ndakaswera namai Marlon. I like your wife so much, she is a free spirit zvekuti you cant regret kuswera navo." "Really?" "Yes bamukuru. Zvekuti ndaizvitongesa nezuro kuti but why ndiri kuda kuitira hutsinye innocent soul like her." "Hutsinye hweyi?" "Hwekuda kukwirana nemi murume wavo." "Ahh zvine basa here mainini?" Pamwe ivo vari kukwiranawo nevamwe." "Maybe hazvirambirwe. Munhu munhu bamukuru." "Regai ndimboita busy mainini tozotaura." "Sharp neniwo ndiri busy ne school work." Nguva dzekuchaisa ndakabva ndarova motokari yangu ndakananga kuZanu Pf head office. Ndakasvikomisa motokari yangu padivi pemugwagwa. Ndakamuona musikana uya ouya. Akasvikomira pagonhi remotokari yangu. "Daddy Kedha maswera sei?" "Bho uri sei?" "Ndiribho hangu. Thanks for coming." "Ok nice to meet you. Pinda tiende." Akabva apinda. Mwana ange akabatana hake iyeye. NaYolanda vaikwikwidzana, asi pana Cleo aisasvika. "Toenda here kwandatsvaga kana kuti mune imwe place yamuri kufunga?" "Hande kukamwe ka lodge kandinoziva kari nice." "Iribho futi." Ndakarova motokari ndonanga kumba kweimwe friend yangu yainge yaenda kunze kwenyika. Donald ainge atondisiira ma keys kuti ndogona kungopindako pamadiro. Security yaitondiziva nekuti vakatoudzwa kuti ndini ndaiona nezveimba iyoyo. Shamwari yangu iyi ndiyo yakatonditi kana ndawana chimoko was free kuuya kumba kwake ndorara nacho pamadiro. Saka ndakangosvikokwazisana nevarindi vachibva vandibvumidza kuoinda. Takapinda zvedu ndokumbotanga tageza. Diana ainyara asina kuita saYolanda. Akatonyara kugeza neni chaiko and I wonder why Yolanda aimuti anokwirisa. Ndakatozoita kupinda mushower maaiveri ndokutanga kubatana. Mwana aive nezemo iye and kunyara kwaaiita pekutanga ndokwaitoita ndiwedzere kuda kumunyudza. Zvaive zvekumanikidzwa hazvo chokwadi chaicho ndakanakirwa hangu. Iye ndiye akatozoguma oti zvakwana nekuti ndaive ndorovera bhora mberi chaiko. "Ummmm dad Kedha mazondisvitsa chaipo manje. Chokwadi ndaigwavairira zviripo. Ini ndinodzidza naYolanda. Akandidadira achiti akazowana munhu anonyatsogona kukwira ndikamukumbira kuti tizoita three some akaramba. Hanzi Daddy Kedha ndevangu ndega. Saka akazoita munyama ndakaona chat rake nemi muchironga kuenda kuChivero. Ndopandakatora number dzenyu. Pa Lodge iya ndombopota hangu ndichiita ma part-time jobs sezvo pari paLodge peshamwari yabhudhi vangu. Saka ndakabva ndatonokumbira kushanda weekend. Handina kurambidzwa. Saka pamakandiona paya ndaive ndakatomirira kuuya kwenyu. Pamakasvika ndakabva ndangonoisa camera yangu iine memory card. Ndakazo editor ndichi zoomer zvaiita kuti ndiburitse nemanyudziro amaiita." Ndakapererwa. Chokwadi yandanga ndatanga yekukwirana nevasikana vepa Varsity iyi ndainge ndazvidenhera. Zvairatidza kuti ndaizokwira vakawandisa vasikana ava. "Asi uri kuita journalism?" "Yes daddy." "Waal thats why you know how to use your camera." "Yes." "So will you delete video ?" "Yes I will. Let me do it now." Akabva atotora phone yake ndokuenda kuma video ndokuivhura achiti, "Timboiona kekupedzisira." Takatanga kuiona zvedu takarara pamubhedha takashama. Takatozotanga kubstana wani zemo rasimuka zvakare wanikwe tokwirana futi. Takatozobuda mumba umu nguva dzaenda. Akabva aridzima ndichiona ndichibva ndatura mafemo. Ndakazonomusiya paaigara ini ndoenda kumba. Ndakanowana mai Marlon vachiumburuka nejeko. Vaive kunguva yavo. Ndakapembera nechemumoyo. Zvekuzobvunzwa kuti sei musina kuburitsa zvakakwana zvaityisa. Ndokuzobatwa ikoko. Asi ndaiti zvapera ndisingazivi kuti aive mavambo. Kudzima video iya kwaingova kundibata kumeso. Video iya yainge iri mumaoko asiriwo. Cleo kubva zvavakaenda kuNorton namai Marlon, hushamwari hwavo hwainge hwawedzera. Ndainge ndotyira kuti Cleo achavaudza zvese asi hapana chaakavaudza. Cleo ainge otopota achitozogezera kumba chaiko mu shower yedu yaive nema glass. Umwe musi ndakatombopindamo ndisina kuona kuti ndiye aivemo. The glasses are not clear but kukotama kwaainge akaita nekanguva kadiki kandakaita mukana wekuona, kurembera kwematin tin ake aakanditumira paApp. Mai Marlon vakazosara vondideedza ndatomisa kare. Dai vaisavapo mai Marlon ndaimukwira chete. Ndakabva ndangoti, "Sorry hooo hamuzimi muri mu bathroom, ndatobva panze ndakakiiwa ndikanzwa munhu achigeza ndikangoti ndimi ini!" "Ndi sis Cleo. Ini ndiri kuno kukitchen." "Ok mabikei mai mwana?" "Your favorite my husband." Zvedi ainge abika munyevhe waainge atenga. Ndakafara chose. Cleo akazobuda akazvimonerera zambiya ndokundikwazisa achinyemwerera. Mwana aindikododzvora moyo iyeyu. Ndakamutarisa pfungwa dzangu dzaingofunga zvandaive ndaona. Ndaida kuasvisvina chete manhu aindainge ndaona. Ndaida kua... "Sadza renyu iri baba Marlon, muri kufungeiko?" Ndakasekenyeka ndichitambira sadza riya ndokudya hedu. Aenda Cleo akazonditumira message. "Sorry bamukuru maona zvisizvo." "Ndozvandanga ndichida kuona chaizvo. Ndabvuma kuti wakatakura. Can't wait kuapenengura." "Matanga." Zvisinei kwapera mazuva aikarosvika mwedzi miviri Cleo achingondibhambisa ndakazoona message yopinda. "Bamukuru mukomana wangu akandibvisa humhandara. Arara neni ndava kumuti achindiroora akabva atanga kujamba jamba. Pandakazoita ma investigations angu wanikwe atove nemusikana waakamitisa ainge ari kumusha kwavo. Akatomutizira. Ndakabva ndakangomuramba ini. I m broken hearted bamukuru. How can he...?'" "Sorry mainini inotambika. Zvabva zvaita kuti our mission will be a success." "Yeah, but not now. I have to heal first.." "I totally understand.." Chitsauko 14 Lodza (Baba Marlon) Ndakambofara hangu muhupenyu but musi ndakanyanyisa. The green light yandakapiwa naCleo was a big blessing in my life. Chero hake ainge aboorwa neboora ngoma asi kungoziva kuti ndaizobvumirwa kuinyudza kwakandiita kuti ndinzwe manyuku nyuku. My happiness was electrified zvekuti chero mumba ndaisagadzikika. I still remember kuti paakandiudza those developments ndakabva ndamuti "ndiuye here?" Achibva anditi, "Not now bamukuru. I just need to be alone for a while." Ndakanzwisisa but the following day ndakapfuura nepamba pake ndikabaya intercom. "Who is that?" "Baba Marlon." "Was not ready to see you bamukuru, kwakanaka here?" "Kuribho zvako just wanted to check on you. I really know how tough the situation is." "Yeah but dont worry I will definitely pull myself up. Its only that I invested a lot in this relationship. I was really hoping kuti anondibvisa humhandara ndiye anondiroora. But obviously I was lying to myself. Dai ndakaziva hangu ndakangokupai makandivhura at least ndaiziva kuti ndakavhurwa nemurume wemunhu ndichida. Whats the difference between you nembwa iyi. Munhu aiziva zvake kuti akanhumburisa umwe mukadzi kwakuuya kundivhevhetedza wena. Hanzi 'how do I know kuti uri virgin without sleeping with you? Apa remember kuzozviona ku honeymoon kuti hausi inenge yatova disaster, ndino claimer mari yangu serious!' "Ndakambomuomesera but akaramba asimirira zvekutoguma oti, its better tisiyane. Ini nekumudawo ndakaita give in because ndaimudisa then he took advantage and broke my virginity and my heart...." Ainge otochema. "Am sorry mainini can you please open the gate for me so that we can talk a little. I know you are broken hearted and you want to be alone. But remember a burden shared is always a burden halved. You really need a shoulder to lean on." "You are also a man bamukuru and for now I don't think I tolerate any man near me. You are good babamukuru and I trust you than any other man in this planet. But the fact yekuti you are also a man like Mutambisi, I don't think I gonna spare you. I prefer mai Marlon than you bamukuru..." "For now please take as a best friend to help you out of your burden, not an enemy.." Akabva avhura gedhe ndichibva ndapinda. Ndakanosvikogugudza pagonhi zvikanzi, "Pindai hapana kukiiwa." Ndakavhura ndokupinda. Ndakawana agere pasofa akangopfeka mapijama ake, asina kutombogadzirira kuenda kuchikoro. Misodzi yaive pamatama ichichururuka. I felt pity for her. Beautiful ladies like her were not supposed to be disappointed. Ndakavenga that Mutambisi nekutambisa time ye crush yangu. Ndakanosvikogwadama padhuze naye ndichibva ndamupukuta misodzi nezvigunwe zvangu. She let me do it. "Please stop crying, you break my heart." "Zvorwadza bamukuru. Ndozvitaura sei kune vese vandaiudza kuti ndinodiwa? I was bragging a lot ndichisvora vamwe vasikana vaikwirwa vachibviswa humhandara vorambwa ndichiti, its because havagoni kutsvags varume vari stable saMutambisi. Can you imagine, I was in love with that bastared for nearly seven years. Since I was twenty one, now twenty seven ndopondibvarura nekundisiya! Some men do not deserve denga!" Ndakagara padivi pake ndokumugumbatira. Iye akabva aisa musoro wake pa chest pangu achiwedzera kuchema. "Weep no more my love, thats not the end of the world. Its just falling, not dying. Just pick yourself up, shake the dust then move on. Something great is waiting for you. Kubva humhandara wagara wanga uchangohubva zvisinei nekuti wabviswa neboorangoma here kana kuti wabviswa neakabvisa pfuma. So stop worrying yourself my love he wins you but not forever. One day he is going to regret..." Akabva andimburira. "Bamukuru, ndoda kuzoroorwawo, who will marry me in ndave highway kudayi?" "All men in this world, including inini tiri ready kuroora a beautiful lady like you. Kubva humhandara hakutori runako rwako, hakutori rudo rwako. So stop crying for a spilt water, otherwise you end up delaying your move in life." Akabvisa huso hwake pachipfuva changu ndokunditarisa kumeso nemaziso ake aive mahombe zvishoma apa aine misodzi. "Babamukuru I wish dai ndakakuonai muchiri jaya. Definitely ndaibvuma kuroorwa nemi. You are so caring, sweet and loving." "I love you Cleo." "I know bamukuru, but its complicated now. Mai Marlon is nice, she doesn't deserve to be disappointed. Me, bieng the one to break her heart? No no no! I would rather die pane kuvarwadzisa. She trust me a lot." "You right. But how about a relationship with no string attached?" "I told you kuti ngatimbomira izvozvo. I know men are just the same. If vachikunyaradza vanokunyaradza yakamira, ukangovarairwa chete vanokunyaradza chinyama nyama chiri mukati..." Ndakaseka ndichiti, "Watanga kutiwanzira.." "Ndochokwadi chamunotoziva nemiwo. Izvozvi kukubatai haina kumira here?" "Ahh hahaha wandibata hako. Its true. Yakatomira." "You see the reason why ndanga ndisingadi kuti muuye. Anyway yamirira hayo mahara chiendai kubasa or kwaYolanda chipavhurire." "Ummm handichakwirane naYolanda..." "Hhhhm dont start.. Yenyu inogara yakamira iyi mugoenda kure naYolanda anogara achingotaura makwiriro amakamuita.." "Anopenga. Achiri kungotaura nezveizvozvo?" "Everyday anongoti 'can you please invite baba Marlon again vandikwire?' "Ndotomurambira." "Hiiii! Zvaanopengazve." "Bamukuru mukaona mukakwira zvakare Yolanda or Diana just know kuti hamufi makandinyudza zvakare. You won't win my heart forever.." "I promise you kuti handifi ndakaita zvakadaro mainini." "Good chiendai kubasa. Ini zvekuchikoro nhasi noo. Ndichatoswera hangu ndichibatsira mai Marlon basa." "Ok please wait for me ndizokuonawo. Nowadays I cant sleep ndisina kuona your beautiful face." "Really?" "Yes darl....ahh yes mainini." "Please avoid such words. Ndiri mainini please. But zvekuti ndirambe ndichionana nemi kumba kwenyu zvondiomesera. Can't feel comfortable kana muripo." "Hindava?" "Ndenge ndichingofunga zvisina basa." Hana yangu yakati bhagu kurova. Kureva kuti munhu uyu aitondinzwirawo tsvigiri nhai! "Why musingave comfortable?" "Ahh imi zvapera mononoka kubasa. Apa makamisa motokari pagedhe redu." Ndakavhunduka ndichitarisa nguva. Kwanga kwangosara ten minutes chete kuti nguva dzangu dzikwane. Ipapo foni yakabva yarira wanike ndimai Marlon. "Mai Marlon calling shhh!!" "Hiii makuzonditukisa. Vaudzei kuti manga muchiona baba vaCleo. Baba vangu vari kusvika manheru. Itii ndanzi ndivatakure vakuda kupinda mutown." What a good plan. "Ehh my love!" "Muripiko haisi motokari yenyu pana Cleo here iyo?" "Ndiyo my Wife. Mainini vandideedza kuti nditakure baba vavo ndinovasiya mudhorobha. Ivo motokari yavo yaramba kumuka." "Ok daddy, vakauya rinhi?" "Mainini vakauya navo madeko, saka apa vakuda kumhanyira ku meeting, he can't wait for the car to be fixed." "Ok my hubby muvakwazise." "Zvakanaka sweetheart." Ndakadambura nhare ndokatura mafemo ndichiti, "Mskangwara mainini." "Next time musangomisa misa motokari yenyu pagedhe apo." "Mota chete here kana kuti iyo chaiyo?" Cleo akaseka ndokuti, "Matanga bamukuru chiendai!" Ndakazotanga ndapinza motokari mu yard ya Cleo ndokuzoiburitsa kuitira kuti mai Marlon kana vainge vachakatarisa vaone sendatora someone. Lucky enough boundary wall yana Cleo yaiva hombe. Kubasa ndakanoswera ndichifunga Cleo. Kuchema kwake kwakandibaya moyo. Ndakanzwa kuda kumugumbatira chaiko forever. Zvisinei masikati akazondiudza kuti ainge aina mai Marlon. "Ndavanyepera kuti baba vainge vachizonokwira ndenge after meeting saka vaisazodzoka. Mukadzi wenyu anonzwisisa bamukuru. But next time pamba pangu hapamiswi mota yenyu. Siyai mota kumba mozondiona netsoka." "Ok mainini." Kubva Cleo paakandiudza kuti arambana nemukomana wake, zvana Yolanda ndainge ndisingachazviteveri. Ndakatova blocker zvangu to avoid nyonga nyonga. Cleo ainge oratidza kundida chaiko achindiudza kuti "I love you" pese pataitaura. Kumba aiuya almost everyday. Even pama weekends aiswera namai Marlon. Ini ndaienda kubhawa hangu, pandaidzoka ndaiwana ave kumba kwavo. Ndaibva ndapinda totanga hedu kusimbisa rudo. Rimwe zuva ndadzoka kubasa nekukurumidza ndakasvika ndakakiiwa neweti. Mai Marlon ndakavanzwa vachibika mukitchen. Ndakapfuurira ku bathroom. Ndichinoti door bherengende zvandakaona imomo aive mashura chaiwo, Cleo ainge achiiii..... Chitsauko 15 Lodza (Baba Marlon) "Sorry bamukuru nezvamakawana ndichiita the other day. I failed to control myself after ndaona ma nudes enyu mufoni yamai Marlon. " "Makazviona kuti ndakuonai here paya maini?" "Ehe bamukuru, ndakangocheuka ndichida kucheka kuti mai Marlon havasi kuuya here. Ndipo ndakakuonai muchidzokera. Ndakanyara bamukuru." "Hahaha saka mainini muri kuti makaona mapics mufoni yaMai Marlon? Vakakuratidzai sei?" Akabva asenda chi imoji chezvidhori zvakavhara kumeso kuratidza kunyara. "Ndakaita musikanzwa, ndaiva ndanzi nditarise ma pics evanhu vamairuka ini ndokuzoenda kwandisina kunzi ndiende ndokunoona kuti bamukuru havana chipo chekugona kurova poto asi mune six pack nezviro zvenyu zvinongoita kuti mukadzi atoteso. Haa ndatadza kuzvidzora ini ndokungotora carrot randanzi ndidye ndokunanga mutoilet. Boorangoma rekundibvisa humhandara riya rakasiya randipa zemo rinosvota zvekuti ndombofunga kurideedza ini..." "Hiii mainini saka maizviita ne carrot paya? Ini ndiripo shuwa here asikana?" "Bamukuru ndiri kutonyara because zvakangoitikawo ndisina kumbozvitarisira. Ipo paya ndaitofunga yenyu yakanyura mandiri kuti peve. Ummmm makundipengesa. Ndazvinonokera zvinhu izvi. Twent Seven years is not a joke ndisati ndambonyudzwa." Zvechokwadi zemo aive anaro mwanasikana nekuti zvandakamuona achiita mutoilet haaa unopa kutenda. Aive akakumura kabum short kaainge akapfeka ndokukasiya pazasi pemabvi apa zvaisiya magadziko ake akaumbika ari pamhenhe. Ainge akafuratira kudoor apa akaisa rimwe gumbo patoilet seat. Ruoko ruchita serwaiburitsa nekudzosera kunge aidhokonya something mumwena. Apa achitambisa mazakwatira ake zvaikwezva moyo achishinyira pamusoro pazvo. Ndakanzwa moyo wangu uchida kungonozvimbandidzira paari nekumashure ndotomunyudza ipapo nekumashure ndotonamirira.. Ndakazozvidzora hangu nekuti mai Marlon vaive varipo asi dai pasinazvo haaa musi uyu ndaimunyudza chete. Ndakanyahwaira ndichidzoka ku dining. Zvedi pandakadzokera paive nephone yamai Marlon ndakawana paine pic rangu randakambotorwa naivo mai Marlon imwe romantic night pataida kuona kuti tinoonekerawo here kana tisina kupfeka hahahaha. Varume mudzimba umu ma body structures evamwe vadiwa haakomboreri. Zvekuti vakatorwa pic vakazoriratidzwa vanoridzima fast. Ko renge risingayevedzizve, kuti uti uri chidrum kana kuti chimvuu haunzwisisi. Unonzwa kuzvisema wega kana uri mukadzi unozviti "chero dai ndanga ndiri ini murume wangu haa yaisamira nechimuviri chakadai" Uri murume uchizviti, "dai ndiri ini mukadzi wechirume chinenge chimvuu chakaita seni dai ndisingapindi mugumbeze nacho." Apa zvivanhu zvakadaro ngonono haiwaiwa unonzwa mubhedha uchiita vibrate munhu achitinhira. Usafunga kuti vanhu vane zvimuviri zvakadaro vakazvarwa vakadaroka, vanotozviita varoorwa kana kuroorwa nekuda kwekungondinya munhu asingapfakanyiki. Chida akazonzi pamba paita mari, sevakadzi votsvagirwa mushandi webasa, haa munhu anosheedza mushandi ari hundred meters away kuti azotora cup atambidze mai iyoyo iri thirty centimetres kubva pairi. Kuita kuunganidzirwa chikafu agere nzvimbo imwe senguruve. Munhu kuzongosumuka oenda kunovhuzhunura kuchimbuzi odzoka osvikoti zete oenderera mberi nekudya. Ndopaunoona chidumbu chorembera mberi uku zvekuti morara wotoita kusimudza dumbu kuti uone honeypot. Varume vari nani akaita dumbu anonzi aita mari zvino vakadzi vanenge vasisiri sexy murume onotsvaga hake vana Yolanda vane miviri inoita kuti chero neharahwa hohonwa idembe hujaya. Guys better kuhurirwa nemurume nekuti anemuchiuno kwete kusiiwa nekuti body yako inenge isisiri iyo yaakada. Maintain your bodies ladies and gentlemen, you will look sexy forever.. Anyway ini naMai Marlon ma body edu ari extra sexy zvekuti tikada kuita zveporno tichikanda pamadandemutande ana Tik-tok tinokochomora mari. Mai Marlon ndaiti vachadzima izvo vakachengeta havo. Ikowo aisadzimika hawo, iniwo ndakatadza kudzima pandakazotanga kuita browsing. Ndakatotumira kuphone kwangu. Ramai Marlon ndaida kuzoyeverwa ndiri ndega asi rangu ndaida kupota ndichitumira zvimoko zvandada ne view once. Clleo akazobuda mu toilet achiratidza kunyara. Ini handina kumboita sepa e zvandaona asi iye haana kuzoda kugara. Akangondiswedza ndokuti, "Mai Marlon tatandara ndarohwa nemudumbu regai ndimbonozvambarara kumba." "Ko madinizve mudumu? Asi imango dzamadya paya here?" "Maybe because ndiri kuchaya." "Lets hope hais cholera, regai ndikupei tablet rinomisa manyoka." Vakamupa achibva aoneka. Ndakasara yakamira ndichifunga zvandainge ndaona. "Ko mai Marlon hamuna kuzodzima mapic edu aya tisina kupfeka hindava?" "Hiii asi Cleo aaona?" "Handizivi hangu asi ndawana achiona chaiko kwaari zvekuti anga atosara padiki kusvika paari.." "Hiii sorry daddy I never thought kuti angasvikako. " "Be careful next time, one day ichabatwa nenhubu mukaona toiswa mumagroup emahure." "Sure daddy let me delete now." "Ok darling even if ukasadzima. Just keep them safe especially ku volt." Ndozvakaitika musi wandamuwanikidza achibatsira nemaok. Pakamboita mazuva akati ooh Cleo asingadi kutaura neni. Ndaimumhoresa asingapinduri. Chero kumba anga asingachauyi. Mai Marlon vakadzikana vabvunza kuti sei aidaro ndikatoti handizivi. After a week topinda mu two weeks ndopaakazondipindura. Aifunga kuti ndaive ndaudza mai Marlon. Asi ndakamuudza kuti handina. Ndopaakatanga kunditaurira zvakaitika. "Don't worry mainini hapana chavakaona. Asi zveshuwa ndakaona kuti makanga maona zvisizvo hahahaha. But ndafara kuti makaona kurasikirwa kwamuri kuita nekusabvuma kuti ndikunyudzei mainini." "Shuwa ndikurasikirwa bamukuru, kukwirwa nemi hakuna kumbosiyana nekukwirwa naChris Brown or any other celebrity ane body inochivika. Ndava kutoda ini Bamukuru." "Really?" "Yes bamukuru lets organize a day neplace timbononakirana." "Ok how about kumba kwenyu mainini?" "Noo baba vakupota vachizorara kumba, plus mai Marlon vanenge vari kunyumwa. One of the day vakandibvunza kuti why baba Marlon vakungofarira kupfuura nepamba penyu. Ndakavavhara vhara hangu ndokunzwisisa because she trust me totally. But hamuchafaniri kunyanyotambira pano." "Ok my love....." "Please this is last warning. Ndiri mainini!" "Ok mainini. So tozviita pa weekend here?" "I will inform you ne Friday." "If tikazvironga this weekend it will be good, mai Marlon varikuenda kunyaradzo yehama yavo." "So regai tiite zviite kana zvakadaro. I will be happy pamuchandinyudza. Can't wait for the day." "Neni wena, ndichafara kunge mwana ari mu nap!" Cleo akaseka. Ainge adzoka zvino mumood yandajaira. Zvedi musi weChishanu Cleo akandisendera message. "Dai ndafona bamukuru, but ndatadza because voice rangu rakaenda neflue. But yakupera zvayo. Mangwana its on madhiri, but handidi yeke yeke. Tozoita taongororwa ropa, I don't trust you bamukuru nekupada kwenyu uku munogona kundizora." "No problem mainini, though ndiri clean hangu." "Pane anobvuma here kuti anouraya..." "Hahaha mainini ok kwacho." "So I will wait for pa round about kuma eight manheru toenda handitika?" "Ok that round about tichienda kuma shops?" "Yes." "Tonoitirepi?" "Pane ka lodge kefriend yangu kari outskirts dze Harare. Toenda ikoko tonoita pungwe!" "Ok mainini." Zuva raitevera waiva mugovera. Ndakaperekedza mai Marlon sezvo vaisainda nemota, ndokunovasiya pamabhazi. Ini ndaienda kubasa musi iwo asi zuva rakwira. Ndakavasiya vakwira ini ndokuenda kubasa. Ko kwakambonoshandika here ndichingofunga ndakainyudza muna Cleo. Ndakadzoka kubasa ndokugeza hangu. Ndakamumhoresa akati aisava pamba but aidzoka kuma seven. Ndakatanga kunwa hangu doro ndisisina chokwadi chekuti taizoenda. Yolanda akamboedza kundivhevhetedza kuti ndizokambura poto asi ndakaramba ndichimuti mai Marlon vaivapo. Asi ndaiti nechemumoyo kana Cleo aizondirasisa ndaizomudeedza chete Yolanda. Zvisine zuva rakazonyura ndatodhakwa. Kuma past seven ndakaona call yapindira. Aive Cleo. "Ehh mainini, Maswerasei?" Akapindura nekazeve zeve. "Ndaswera bamukuru Maswerasei imi?" "Ndaswera hangu mainini. Flue yanga yakunamai shuwa. Voice hamutorinaka?" "Ehh bsmukuru ndoda muzoipedza nhasi. Ndava kutoenda pa round about." Hana yangu yakati svetu kyrova ndonzwa manyuku nyuku. "Ok mainini ndava kutouya." Ndaive ndakatogeza kare nekutopfeka zverwendo. Ndakatakura mari ndokunanga kumotokari yangu. Musi uyu ndaienda neBMW. Aive andiudza kuti anofarira ma BMW. Ndakazhezheudza motokari ndobuda pagedhe. Apa ndaive ndanyatsodhakwa. Ndaiziva kuti kwaitonorohwa poto damba refu nekuti huturu hwaisakutuka zvekudaro kana ndakadhakwa. Especially ndikazoshandisa plastic haaa kwaiedza chete. Ndakanowana akandimirira zvechokwadi akapfeka overcoat yered nedhuku remucheno mumusoro dzvuku zvakare. Mukati me overcoat aive akapfeka ka short dress katsvuku, kaisiya zvidya zvake zvakaita fanta pachena apa zvakaumbika. Haa mubhurugwa makagwinha ipapo zvekuti ndaive ndotononokerwa. Mumakumbo aive nekabhutsu katsvuku futi nzara dzakaiswa cutex tsvuku futi. It was all red zvekuti ndakangoti, "Waaaal thats my girl, lets go." Akapinda ndokundipa hug nekiss pamuromo ndokuzevezera achiti, "Handei bamukuru ndanonokerwa. Ndatotota so nezvamakapfeka. I love you bamukuru.." Chakabva chandikisa futi ndikadhanganyika musoro. Mwana aive hot property uyu zvekuti chero ainditi ndisiye mai Marlon ndaibvuma. Musi uyu ainge akandishandukira chaiko akanyatsozvipoda zvekuti chero Beyonce ainzi akanaka kudarika world yese aisara pasi! Ndakanyemwerera ndichimutsa motokari. Akabva andiratidza kwataienda... Chitsauko 16 Lodza (Baba Marlon) "Saka bamukuru zvamakawana zvamaida whats next?" "Whatever you want mainini ndinoita because ini hangu ndakanakwa. Makandipedzera last night zvekuti chero mukati ndikuroorei ndinonobvisa mombe times two yedzandachajiwa. Vakadzi makasiyana ndochokwadi. Pamuri mainini ndakanzwa imwe taste yandisati ndambonzwa my whole life. I didn't know kuti munotamba kudaro. Kuita chengwena kudaro zvekuti ndakangonyudza imi ndokutopedza basa rese..." "Hahaha zvababamukuru soo. Mufunge zviya ndaingoonawo ma session acho achiitwa pama social media ndikadzidzira. Ndaifunga kuti ndichazvitadza. But hey ndakatoshamisika ndichiona ndichitoita zvine rhythm inotonakirawo neni. Ndakarasa mbeu mumwe murasiro wandisati ndamboita. Last night is a night to remember. A night when I experienced a real sex inonaka. Bamukuru I am tempted kutorera mai Marlon murume ini because ummmmm munonaka." Kamwana kaiziva kundipurovhoka pachokwadi. Ndaive ndongoshanyarika shanyarika ndiri pamubhedha wangu yamira futi. Chida se message yaakatumira iyi, haaa handidi kunyepa yakanditokonya tokonya. I felt ready kumuita mukadzi wepiri ini. "Cleo ndinokuda shaa, I can even file divorce papers against my dear wife your sake. Wakandidhanganyitsa musoro ukandipengesa chaiko zvekuti now hapana chimwe chandichafunga except iwewe. Kubva pataparadzana paya ndangosvikorara ndichifunga iwe. It was a dream come true kurara newe. Kuita sendakarara nengirozi chaiko.." "Haaa bamukuru matanga kundikwidza ndege yemashanga. Iniwo ndakatoita sendarara nemutumwa Gabriel chaiye because zvandakanzwa ndarara naMutambisi is totally different nezvakanzwa ndichirara nemi. Akandibvisa humhandara ndikasara ndichirwadziwa instead yekusara ndichinakirwa. Zviya zvekuti munhu haakanganwi akamubvisa humhandara kunyepa kuya. Mutambisi ndomukanganwa ini because its a bad memory to me. Apa imi wacho kunzwa yakaita kuzadza matama aro ese kuita semaitondibvisa humhandara... Ummm bamukuru mune zviro zvenyu. But please don't divorce mai Marlon because of me. I really want to be with you but not kurwadzisa amai Marlon. Amai Marlon is the last person wandinorwadzisa muhupenyu hwangu. Maybe ndingatosarudza kufa than kuvarwadzisa. But I really want kuva nemi the whole of my life zvekuti I wish kutokuitira mwana or vana in future. I am ready kuva small house yenyu..." "Waaal I didn't know kuti unondida to that extend Cleo. Iniwo ndakatoita sekuti ndaitokubvisa humhandara..." Ipapo pfungwa dzangu dzaifunga zvakaitika husiku hwacho. Tichisvika pa lodge akati nditange kunogeza because ainyara kugeza neni. "I know tese tabva tageza but tofanira kunogeza so that tinodyanana pasina kusemana." Akataura nekazevezeve kake semunhu ainge aine flue. But airatidza kuti yava kupera. Ini handina kuita hanya nazvo kuti ndinogona kuitora "You are right mainini." Ndakanonyatsozvigeza kusara ndanyatsochena ndokunzwa kuti ndava fresh manje. Ndakadzoka zvangu ndakasungira towel hombe riya muchiuno umu iye ndokuramba akatarisa six pack yangu. Ndakaona achinanzvira sekapere kaona nyama yakatsvukira. Akaenda kunogeza ndokuzouyawo akamonerera tauro. Hana yangu yakati bhagu kurova ndichifunga kuti zvinhu zviya zvandaidokwairira ndaizozvikambura. Akafamba achiuya pamubhedha pandainge ndakazvambarara ndokusvikogwadama nebvi rimwe pamubhedha rimwe rakatsika pasi. Akabva anditarisa kumeso ndokutanga kusunungura taura raive muchiuno seuya anotya. Maziso ake musi uyu aive akaita madiki ndoona izemo rainge rakamubata. Achingonobata tauro ndakainzwa ichogwinha nekusvetuka yave nehuturu. Paakazobvisa tauro yainge yati twii kunge chimuti chakaoma. Akaombera maoko achiti, "Pamusoroi bamukuru pazvinhu zvavaridzi izvi!" "Ndezvako nhasi ita zvaunoda nazvo!" Mwana wevanhu akanyemwerera achibva aiti dzviii. Achinoibata ndakanzwa ropa rangu richimhanya muviri wese zvekuti ndaive ndotonzwa huturu hwowodzvoka kuuya kwakabatwa neruoko ikoko. Akatanga amboipuruzira achikwidza kumusoro nekudzika wanike yogwinha zvisina muganhu iri muruoko masiriri eprecum achisiririka. Akabva akotamira ndokutanga kuanhanzva asati abovera musoro wayo wese achibva atanga kusvisvina seanodya lolypop. Akazotanga kuita deep throat yakandiita ndidzaturire mumromo make. Ummmm ndakatapirirwa zvekuti ndakati chero akanditi ramba mai Marlon now ndovapfochoresa within a heart beat. "Thank you mainini ummmm mandiita yakapenga yandisati ndamboitwa namai Marlon. Mwanasikana akanyemwerera ndokuti nekazevezeve, "Zvishoma izvo bamukuru, yandichakuitai later ndoyakapenga. Mirai ndimbo..." Ndakamudimburira ndichibata tauro rake. "Before that let me return the favour mainini..." Ndakasunungura tauro ndokurikanda uko. Vakomanaka zviya zvinonzi vakadzi vakafanana zviya unenge usati waona vakadzi vamwe vari munyika umu. Cleo was a total different from all the women vandakona vakashama. Mazamu ake ange matende eround chaiwo aine nyatso dzakazvimbirira zvasimudza dickson. Ku honeypot uku ndakawana kuine zviuya paive pakanyatsoveurwa kuita sekuti paisamera vhudzi. Matin tin ndoaive akaita kurembera ungati ka dickson kasina kumira. Nepadumbu musi uyu paisava nevhudzi. Akaona ndaramba ndakaparisa achibva ati, "Sorry bamukuru ndakakanganwa kuti munorida vhudzi repadumbu. Sorry next time handiribvisi." "No no no mainini, ndayeverwa neflat tummy renyu. Ummmmm. Munokwezva moyo mainini. Ndaiti mainyepa kuti munawo mahombe. Ndazobvuma nhasi. Regai ndimboakasva..." Ndakatanga kuananzva nekuasvisvina ndichipinza rurimi mukati ndakambandika mazigadziko ake wanikwe mwana oshinyira. Akarasira mvura yekunakirwa kumeso kwangu nechinguva chisipi asi handina kumira. Mwana akachemerera akazvirega ini ndakangonyudza rurimi mukati ruchiguma pa g-spot zvekuti akaguma ochemerera chaiko. "Bamukuru chingopinzai iyo kani zvomndipedzera nerurimi ndisina kumboinzwa yenyu!" Ndakabva ndamurarisa nemusana, ndaitoda missionary naye, flat tummy rake ndorandainyatsoda kurarira nekuti raisanditadzisa kunyudza. "Please musakanganwa kupfeka." "Ok mainini." Ndakapfeka nekukurumidza ndokubva ndashwetedzera mukati. Wanike yakuramba kupinda wena. Ndakatoita kumbandidzira chaiko achibva ashinyira zvaive nekakurwadziwa. Ndakatanga kusundira mukati ndichiburitsa zvishoma kusvika pave neka lubrication. Mwana aona paita loosened akabva andibata chiuno ndokundisimudzira. Nakaona iye akusimudzirawo chake chiuno akananganisa zviweti. Baaba zvandakazoitirwa ipapoka hazvikurukurwe. Ndakapepetwa munongonzwa imi. Kuti ndakadzatura sei handizivi. Chandinongoziva ndechekuti ndakaona ndaoma kuti gwaa ndichiwodzverera mubepa. Iyewo akabva awoma akandinamatira ndokumboti tonho takadaro. Takambonogeza hedu to freshen tichinwa nekudyira zvatainge tahodha mu lodge imomo. "Bamukuru munonaka ndabvuma hangu." Ndakanyemwerera ndichiti, "Nemiwo maini mandinakira zvandisina kunzwisisa. Ummm i need some more..." "Don't worry tichipo bamukuru. Handisati ndakugarirai...saka imbochilai henyu." Haaa pakuzogarirwa apo ndopandakapa kutenda. Zvekuti aingoziva Mutambisi chete ndakazviramba ini. Ndaida kumupedzera asi ndiye akazondipedzera zvandaive ndisina kutarisira. Takazobvapo pa lodge kotoyedza ndokudzokera kumba tichingotsvodana munzira. Takuparadzana takatombobatana akatomboigarira mumotokari imomo. Apa akandirambidza kupfeka achiti ndaisafanira kurasira mukati. Zvedi ndakakwanisa kurasira kunze. Ndave kumba ndakarara ndokuzopepuka ndichiona message yake kuWahatsapp ndokutanga kutaura zvekunakirana kwatakaita. Ndipo paaindiudza zvekuti aitoda kutondiitira mwana. Haaa apo akandifadza kani. Ndaive ndoziva kuti ndapinda. "I will be happy ukandiitira mwana Cleo. Ndokutengera kana imba chaiyo. Mota BMW unoiwana." "Waaal serious here daddy?" "Serious mainini. Kuti ubvume rega nditokutengera BMW monthend." Mwana akatobva achaya nhare tichibva takurukura ndichimusimbisa. "But bamukuru please do me a favor." "Yes." "Please usamborara nana Yolanda again. Ukarara naye ummmm handifi ndakabvuma again kurara newe." "I promise kuti handirari naye futi. Ndorara newe chete.." Good tichazviona hedu." Mwana aive andipengesa iyeye. Ndakatotanga kuita accounts dzangu kuunganidza mari kuti ndimutengere mota. But mai Marlon vaisafanira kuzviziva. Ndaive ndopota ndichienda kuma piecework kuti zviendeke. Ndaigadzira magetsi saka ma piece work aisandinetsa zvekudaro uye weekend imwe ndaigona kuwana two or three thousand usd. So it was easy kutenga that motokari. Cleo uya ainge ofarira kugara achiuya kumba achitandara zvakanyanya namai Marlon. Uku Yolanda ainge ondinetsawo nekuda kurara neni ndichimuvharira panze. Diana futi nedivi haaa ndakaguma ndavaita block. Ndakazoti ndanyatsounganidza mari ndopandakati ndichiudza mainini kuti zvaita takunotenga motokari ndokuwana mwana wavanhu akafuta. Kubvunza kuti chii chanetsa, ndakabva ndangoratidzwa foni. Kunotarisa kudai wanike ivhidhiyo yangu na Yolanda.. "Bamukuru chii ichi? Mava kuita zvema porno handiti?" Kuti ndizvichenure akabva atora phone ndokundidzinga mumba make achivhara gonhi rake. Ndakapererwa ndoenda kumba. Ndichisvikawo kumba wanike mai Marlon vakafundumwara. Kunobvunza kudai, foni yakabva yangoiswa kumeso kwangu video ichiplayer.... Chitsauko 17 Lodza (Baba Marlon) Ndainge ndava pamahwani chaiwo. Pakati pa Diana na Yolanda paive neumwe chete ainge anditserera. Chaiva chonetsa ndechekuti Cleo aive asingazivi kuti ndakazomborara naYolanda mushure mekunge ndarara naye kumba kwake. Saka apa zvaiva zvoita sekuti ndaiva ndarara naye zuro wacho. KwaCleo ndaive ndavharirwa panze, kwaisave neyakanyany sitereki, kwaive kwave nenyaya ndokumba uku. Mai Marlon vainge vodya vukwenzi zvino. Imba yangu was now hanging on the balance kumberi kwava negomba. Mai Marlon vakarongedza hembe dzavo vaxingandipi mukana wekutsanangura. Iko ndaida mukana wacho wekutsanangura wei izvi zvaingova pachena seshure yembudzi kuti ndakahura. Yolanda pa video iri ndaimunyudza zvandainge ndisati ndamboita Melinda. Saka mwana wavanhu aive nekodzero yekugumbuka zvakanyanya. Even dai ndaiva ini ndaimuona iye Melinda pa video achikoira nekuchemerera zvaasingandiitiri kumba handaimbofara. Ndaitogumbuka chaiko. Ndakafonera Cleo ipapo ipapo kuti azondibatsira kudzikamisa mai Marlon. To my surprise Cleo akabvuma wena akatouya wena manheru iyayo. Akabva asvikotigarisa pasi tese nekuti ndaitove bishi kumurambidza kubuda. Tagara pasi mushure mekunge vatsanangura zvaitika. Matauriro avo vaiti vakangoona munhu ane number dzavasingazivi atumira video kuinbox kwavo. "Ndanga ndichida kutodzima because handiwanzobvumira unknown people to just forward zvima video zvavo ku inbox kwangu. Asi munhu uya azoti pazasi, 'Tangoti tikuratidzei kuti varume venyu vari ku acter mapono. Imi muchiti baba vemba ivo vachitotorwa ma video epono achiendeswa pa social media.' "Ipapo ndopandavhunduka ndokuwaa ari mashura akabhoiliswa. Baba Marlon wandirwadzisa. Inga ndokuitira zvese wani. I am always kukupa chero ipi nguva. So kuzondishora kusvika pakadai zvakabvepi?" Vakatanga kuchema Cleo ndokuvambundikira achivanyaradza. Ini ndakashaya zvekutaura wanikwe ndongohwanhura meso seimbwa yawanikidzwa ichiba. Mushure mekunyaradza mai Marlon Cleo akabva ati, "Mai Marlon I know ini hangu handina imba uye handi murume zvinoreva kuti experience yekuziva marriage haina kukura mandiri. But pane zvinoda general knowledge zvisinei ne experience zvinogona kusevha imba yenyu mukagarisana zvakanaka zvakare. Zvakaita baba Marlon its unforgivable blunder yekuti even dei ndanga ndiri ini ndazviitirwa I was going kuita zvamaita izvi or even more. Pamwe dai ndatova kumba kwedu soo. Ndangoona video iyo chete proof yekuti ndiende kwedu inenge yatovapo zvekuti handitozomboteereri anonditi ndisaenda. But ndine imwe general knowledge yandakazowsnawo about marriages. Hongu tingagumbuka hedu zvakanyanya panhau yekuti my partner andihurira, but before we take important action lets ask ourselves, 'mudiwa wangu nezvaaita izvi handichatomudi here zvachose or dzinongova hasha chete dzandinadzo?' "That question ukazvibvunza ukazvipindura unowana answer inokuudza zvekuita. Because some people are regretting at last vakuzorwadziwa voona munhu wavaimboti havachadi aita move on nehupenyu. So my question to you mama Marlon, baba Marlon hamuchavadi zvachose here zvekuti mukazoona vaita move on hamubatikani?" Mai Marlon vakamboramba vanyerera vachiratidza kufungisisa. Cleo ainge avabvunza mubvunzo wakakosha kwavari. Vakanditarisa kumeso ndokutanga kuchema. Ndakaziva zvazvaireva. Vaindida asi ndaive ndavarwadzisa. "Muchiri kuvada handiti?" Cleo wacho aive mutongi Gava chaiye. "Cleo is it fair kuti munhu anokuda asi iwe womuitira zvinorwadza kudai?" "Hundred percent unfair I know, but what I know is murume can sleep with over hundred women but achida mukadzi umwe chete. Let me ask baba Marlon, pamairara nepfambi iyi maiida here kana kuti mainvoda kunakirwa zvenguva iyoyo?" "Chokwadi chaicho ndanga ndagarisa ndomazuva aya amakamborwara mai mwana muine jeko raikutambudzai. I didn't mean to hurt you uye ndaisada kuti zvibude sezvizvi. Mukatotarisa pa video muchatoona kuti ndanga ndakatopfeka condom ndisingatodi kukukuvadza mukadzi wangu. Am not justifying humbwa hwandakaita, asi ndiri kungoda kutaridza kuti ndine hanya newe ndinokuda mudiwa wangu. Uye izvi hazvichafi zvakadzokorodzeka zvachose, zvikadzokorodzeka ndirambe zvachose." Cleo akagutsurira musoro asi mai Marlon vakaramba vanyerere misodzi ichingochururuka. Cleo akabva ati, "Mai Marlon mazvinzwa zvataura bamukuru, in other words vari kuti ndipeiwo imwe chance ndigadzirise pandakaresva. Kana muchida kuripiwa motaura. Asi movement yandinoti tangai mafunga nezvayo kana muchiri kuda murume wenyu ndiyoyi yekuenda kumusha kwenyu. Kuenda kumba kwenyu muchiri kuda murume wenyu zvinokuitai sebenzi. Do not decide kana mune hasha. Vanhu vachazokutarisirai pasi hasha padzinopera mofunga murume wenyu moda kudzokera.. Saka ini seshamwari yenyu yamunokurukura nayo zvakadzika dzika ndinoziva madiro amunoita baba Marlon ndinoti itai zvinozoita kuti muzo regret.." Melinda haana chaakapindura. Akangofamba achienda kuimba yatinorara kwaakanotanga kupfikura zvaitonzwika. Ndakambosara ndakamira takatarisana naCleo. "Thank you Cleo..." "Don't start! Kukurwirai hazvirevi kuti ndakuregererai! Why makanditi munondida imi muchiri kuda kukwira Yolanda?" "Ndezvakare usati wambondibvuma..." "Shut up bamukuru.." Akabva atobhidhaira achibuda achindisiya ndiri confused. Cleo paakasvika aive akasununguka achitiremekedza tese, asi paakaona mai Marlon varatidza kubvuma akabva angoganduka kamwechete nekutoratidza kuti handina kuregererwa. Ndakazofamba ndotevera wangu mudzimai. ZvaCleo ndaizozviona kana mangu mumba mobvira moto. Ndakanowana achihwihwidza kuchema. Ndakasvikoda kumubata achibva andivhizingurira kwakadaro. Ndakamumirira hangu kusvika adzikama. Mai Marlon hasha dzake dzaipera nekuchema. Ukaona anyarara maizotanga kutaura zvakanaka motogadzirisana. Panga pakakosha ndipapa pakashandwa naCleo pekuti asaenda. Akazodzikama pakati pehusiku ndokumbondipopotera ndichingokumbira ruregerero. Haana kuzobuda pachena kuti andiregerera asi akangonditi ane nzara. Ndakamhanya kunomubikira tea nekukurumidza sezvo iri iyo yaaida. Ndakamuvigira hobvu chaiyo ndokumuunzira pamwe nema dhonanzi ne chicken in. Akangoti, "Thank you." Ndokutanga kunwa hake ari zii. Apedza ndakatakura zvese ndoendesa kuimba yekubikira uko ndakanosuka zvese. Ndakazonwawo tea ndapedza kuchenesa mumba ndokuzonogeza. Ndakadzokera kuimba yekurara ndokuwana atorara. Aingova nehembe dzake dzese. Ndakamukumura ndokumupfekedza ma pyjama. Akasvinura ndokundiona ndichidaro. Hapana zvaakataura. Ndakapinda mumagumbeze ndokurara ndiri kukona chaiko ndichitya kuswedera pedyo naye. Asi ndakarara kudaro ndakamunzwa otsvangadzira. Akandibata ndokuswedera pedyo neni achibva andigumbatira. Iniwo handina kuda kupaparika zvekumubata. Ndakangomirira iye. Pane zvekuda kuendera munhu mberi wozoguma wamutsa zvirere. Asi ndakatozoona kuti aitoda chero akagumbuka kudaro. Takabatana ndokukwirana ipapo pasina anotaura. Sex nemukadzi akatsamwa inotapira kana mazogara. Takarova three rounds dzakakwana mwanasikana akachemerera chaiko. "Murume wangu unonaka please uchirega kudzokera kune vamwe vakadzi. Ndarwadziwa ndichiona uchiita umwe mukadzi zvaunofanira kuita ini chete. Ukazvidzokorodza ndozviuraya chete..." Ipapo manje ainge arara pa chest yangu achitaura nezwi rine zemo. Ndakamupuruzira ndichiti, "Its first and last kuita zvakadaro. I hate kukutsamwisa mudiwa wangu zvekutoti ndakatoita blunder inotyisa. I realised kuti handikwanisi kutomborarama ndisinewe, ende dai wakaenda ndaizviuraya chete!" "Even me I hate kukusiya my husband, dont repeat that again. Tenda Cleo akwanisa kundidzora pahasha. Dai pasina iye ndatoenda kwedu. Ichokwadi kuita decision wakadhakwa kunokuparadza. Ipapa ndopandatozoona kuti ndinokudai baba mwana." Takarara hedu. Ndakamuka mangwanani ndokunotsvaira mu dining nemukitchen nemuma corridors umu. Ndapedza ndakabva nda baker ma scones aidiwa nemukadzi wangu ndokuvirisa hove nemafuta kusara dzatsvukira. Ndakazopisa mazai ndokuaisa mu food warmer. Ndapedza ndakanwa yangu ndokunogeza hangu. Ndakanopfeka hembe dzekubasa. Ndava kubuda ndakabva ndamutsvoda pamhanza achibva asvinura. "Good morning my wife?" "Morning my hubby wakuenda kubasa here?" "Ehe babe." "Ummm wamuka nguvai? Uye waregerei kundimutsa ndakugadzirira?" "Don't worry my wife ndatomuka. Uye ndanga ndichida kuti uzorore." "Ummmm please stop that guilty conscious yako ndakakuregerera zuro wani?" Akadaro achimuka. Ndakamugumbatira ndichimuzevezera munzeve. "Melinda ndinokuda mudiwa. I am afraid kuti unogona kungondisiya.." "Lloyd ndakakuda zvauri uye ndicharamba ndichikuda. Hongu wakanditadzira and you explained the reason behind. Ndakanzwisisa kuti wakakundwa nemuyedzo so ndakakuregerera. Another thing chakandifadza ndechekuti unokoshesa hutano hwedu. Thats the greatest sign yekuti unondida. So please do your duties as my husband not kuita zvisizvako nekuda kuti ndifare." Ndakagutsurira musoro ndichiti, "I understand you my wife." Ndakamutsvoda futi, this time she responded tikakisana zvakaita kuti yangu imire. Dai pasina kuti ndaive ndanonoka dai ndakanyudza. Ndakazoita kumusiya aine zemo achibva atoenda kunogeza. Ndava kubuda ndakaona Cleo achitosvika pagedhe. Ndakamuvhurira gedhe achibva apinda. Ndakamukwazisa achibva angondipa cold reply. "Mainini timbokurukura..." "No no mr Womanizer, handina kuvinga imi hangu pano ndavinga shamwari yangu mai Marlon. Imi chimbonoitai zvana Yolanda wenyu." "But..." Akabva asimudza ruoko kuri kundimisa kutaura. Ndaive ndoda kuita explain kuti pamwe angandinzwa asi akandivharira panze. Ndakazokwesvaira ndoenda kumota moyo uchirwadza. Hongu mai Marlon vange vandiregerera ndaifanira kufara, asi kuvharirwa panze na Cleo kwaibaya moyo. Zuva rese ndakaswera ndakasuwa. Ndakaedza kutaura naye pa app but was blueticked..
❤️ 🙏 👍 😂 😮 😢 271

Comments