Nationalfm
Nationalfm
February 11, 2025 at 07:53 AM
Masvingo Bikita chikuku kune murume akarovaumwe murume anochengeta chimwe chitoro akatyora gumbo ,akatiza akazobatwa musi wa 25zvita saka musi wa 26 zvita murume uyu akadzoka aine ngetani dzake mumaoko akabviswa nemudzimai wake ,saka ikozvino anovhundutsira vanhu achiti handisungwi ndakadzoka nadzo ngetani dzavo vanhu varikusosereswa munda wake vachinzi sey wadarika nepedyo nemunda wangu achitorq mabhero emombe dzevanhu achiti rarira serangu saka nderangu ndokuponda ukaramba Harare southlypark mwana sikana aripamurume akashanya kumba kwamai vake akati achibvisa carpet kuti atsvaire achibva arumwa ne juru mumba mune floor ye cement makangobooka ipapo mukabuda majuru emusoro mukuru akarumwa akabuda ropa rakawanda mangwana acho akatanga kupera simba achibva atoshayika... #bhozhongorasegment 🔥🔥🔥
😢 😮 😭 😂 🙏 👍 ❤️ 🔥 👏 💔 759

Comments