Nationalfm
Nationalfm
February 12, 2025 at 04:51 AM
Soneni Sibanda & Philip Makazhu SonPhid Breakfast Show 12 Feb 2025 0600-0900 0700-30 Trending News With Guy Maunidzo 1: SA: Gogo vanemakore 89 ekuberekwa vakaramba kuti murume (37) aive avabata chibharo apinzwe mujeri. 2. Nigeria: Mudzimai akazviuraya mushure mekunge murume wake adzoka kubva kuUK ndokuwana pasina chainge aita nemari yaaitumirwa kwe 2years. ZwaGogo vekuSA zviriko here?🤔
😂 ❤️ 😮 👍 🙏 😢 🔥 😭 🫣 🤣 687

Comments