Tete Tilda ¢ Bhozhongora   Live Zim 🇿🇼  home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
February 13, 2025 at 05:15 PM
MUNHU WESE MHANYA MU HOTSEAT, MAITA ZITOPIC RIRIKUPISA IRO VAKOMANA *Garai ma follower guys ndisati nda deleter link, nhasi mune dzidziso yemhando yemamusoro soro uye haijairike wena* TOPIC 👇👇 *Chii chirikumboita kuti varume vave nemwaya wekusada kurara nemadzimai avo mudzimba umo, vakadzi huyai mutiudze pamuri kumbobhaiza chaipo* *Chii chaizvo nhai varume???* *Saka makarooreranei chaizvo kana muchinyimana bonde kudaro* Hungwe ini ndakabvunza munhu kuti ko mazuvano sekisi mukuiwanepiko zvamouya muchisvikovata netrauzi nebhande ndikanzi "ndenge ndichiti sekisi yacho toitirei iyo nhumbu isiri kubata"... ndane 5 yezi ndawanikwa no mbereko https://whatsapp.com/channel/0029VaZRy8pBKfhwE2ZXEx28 Hungwe wangu murume ndiTruck driver haaa baba vekwangu can kwira aiwa ndokudai Tembo paanouyira ipapo ndosvirwaa zve2 weeks iiiiiiih dai wakasachinja hako bamwana causee iiiiiiiii unoita iwee mai vako vakakurunga huchi uchiri chana iiiiih Pls hide Ava varume vakadai vanoda kungosheyana sheyana tigute takawanda ngavaise number Pluz communication yebonde ngaisiyane ne yekuda Mari ye Chikafu yebonde payo last week l send hubby wangu Pic re nude regaro ndikati lmagn uchiri rova hako apa anga ari ku gwanda with work Sha Sha yakasvika Kuma 2 a:m achingo pinda mumba ndaka tanga ne kubvisa Hembe ndato bzy nemunhu. .,...... ...... Musape vanhu pressure imi kkkkk aaah ndaseka hnku nhasi saka garo rakanyanya munhu akatobva Gwanda 🙌🙌 Vanonyepa mai kiri ava kusiiyira basa garo manje 😂😂rakosheyi zvekuti unobva gwanda nekutobvisa munhu hembe asina kuzorora. Musape vanhu pressure nhando Quotes Lovers 👇👇👇 https://whatsapp.com/channel/0029VavNw0ZJP215c2invC1m
🙏 😢 3

Comments