Tete Tilda ¢ Bhozhongora   Live Zim 🇿🇼  home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
February 13, 2025 at 06:39 PM
Hie hotman post please hide me mumask makoundikandireo migrup Ndodao kureurura huroyi hwangu nambuya Mai baba Ndiri mudzimai and makore 36 ekuberekwa ndakura ndiri nherera vabereki vakashayandine makore 15.ndakasara ndichigara nambuya asi ndaisazya kt vanoroya,rimwe zuva ndakarara mbuya vakauya muroom mangu vakati muzukuru Kuti hupenyu huzokufambira inofana kuteedzera zvose zvandichakuudza.mbuya vakandipa chibage chakakangwa chakasangana nenzungu maiva nemushonga wandisna kuzya kt waiva Wei vakati nditore ndiise mukabag kangu uye kt ndizogara nazvo kwemwedzi mitatu ndisati ndanozvicherera paguva ramai vangu.mwedzi yakakwana ndikaita sekureva kwavo.muusi wandakacherera zvinhu zvya ndakarota tiri kumakuva takapfunya chisero nevamwe vanhu nambuya pakagadzikwa mbiya yaive neropa mukati iyine zvinhu zvandisina kuzya kt zvaive zviyi,mbiya yakatenderera chiround vanhu vachimwa sip kusvka yasvka pandiri ndopandakapiwa ndokumwao,ndapedza kumwa ndokubca zvanzi nemamwe chembere mutemei nyora kumusana nemumaoko vakaita sekudaro ndokubca ndapepuka ndikaona mbuya vakapfugama vakanditi wagonaa Basa muzukuru.kubva ipapo ndakatanga kubuda husiku tichinochera makuva tichidya nyama dzevanhu,ndakange ndave kutozvifarira nekuti tayienda nzvimbo dzakasyana.ndave ne20yrs ndakazoita mkomana wandaidanana naye asi mbuya Havana kufara nazvo so takazoti rabuda husiku semazuva ese yakaita meeting nevamwe vegrup rataifamba naro vakati Chavez China changu chekuuraya so vakatora glass vakati munhu achabuda Apo ndibaye netsono pakabva pabuda mkomana uya ndichamuti Joe not real name,ndakabva ndanzi Baya kwakubva ndaramba vakati ukaramba ndiwe ukufa so nekutya ndakabva ndabaya mangwa kuseni Sisi vajoe vakagona vachinditi Joe ashaika Kunze koyedza ndopandakazya Kuti ndini ndainge ndamuuraya.fast forward after 15yrs Joe AFA akazotanga kundivinga achichema Kuti ndakamuurayirei,hama dzangu handna rugare kunyora kuno ndiripanguva yakaoma naJoe.ndikutsvagao vanobatsira ndisye hangu zvese Kuda kwangu. https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
😢 😮 🙏 😂 ❤️ 👍 39

Comments