
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
February 14, 2025 at 12:24 PM
Tete murisei sei
Ndadzoka zvakare kubva 2024 handina kunge ndawana help ..tete ndanetseka kutokumbirawo rubatsiro kuvanhu handina chiri kufamba kana basa chairo apa ndinowana mabasa asi kut ndishande pabasa ipapo mwedzi miviri kashoma zvako...ndinorota hope dzinotyisa kurara negudo kana kurota nababa vangu uye zvee kurariwa nenyoka munhu wese wandinoudza vakutoti ndakaromba kana kut ndakajoiner sata%nism asi ayewa ndine munyama pese pandaenda ndichinotsvaka basa ndikanzi ndidzoke mangwana for interview husiku hwacho ndinorota ndichidzingirirwa nenyoka kana kut ndichishandapo kana zvatodaro chero ndikazoenda mangwana zvatovharana hapana basa randichawana ... mufamily hapana unondinzwa kana kundifarira asi mutori nevanhu vane mari dzavo...uye vabereki havana kana basa nezvandinosangana nazvo vandinozvarwa navo vamwe 5 havadi kana kuda kundiona ndini ndinotofosa kudiwa asi ikozvino ndakazosiyana navo...varume kungoshandiswa chabuda hapana hapana ..... veduweee ndaikumbirawo vane tsitsi dzashe ndodawo kunobatsirwa kuchivanhu kumusha ndibatsireiwo nemari kana kundibhadharira hako ndinokupai mari yenyu back ..ndakunzwa musoro vanotaura vari kut kwasara nguva diki kuti vandipengese vari kundishandisa nemweya yakaipa iyi ...vaye vanoti unoda deliverance imbomirai magrup ese aye ndakapindamo kufamba mumakomo no change kune n'anga dzamotaura nezvadzo dziye dzine mukurumbira ndakasvika asi no change ..... ndokumbirawo rubatsiro ndokumbirisawo vana vangu ndikafa vozodinivo veduwee ndibatsireiwo ndatenda sorry kurebesa.....post as hide ndinotenda kune achabatsira asi andibatsira ndinomupa mari yake back hake ndashanda
https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
😢
🙏
❤️
😂
😮
👍
39