Tete Tilda ¢ Bhozhongora   Live Zim 🇿🇼  home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
February 14, 2025 at 02:08 PM
Makadii Tete hide plz l am a guy aged 20 yrs ndine mudzimai wangu mwana ashaika akaradzikwa zvakanaka but now hama dzangu dzose dzave kuisa mashoko akawanda wanda ndapererwa kumashure pana maiguru vangu vakaudza hama dzose kuti ini ndakashata zvakasvika munzeve dzababa vangu tikatukana after ndikati baba sorry ndine mombe vakairamba vati kana iwe uripano ndinobva pano pamba saka ndakabva pamba kuchengetwa nevamwe uku maiguru sisi vamai ndovari kuudza vanhu kuti ndakashata saka mwana wangu afa kuswera zuro chaiko akaradzikwa zvakanaka but now hama dzangu dzose dziri kuisa mashoko anorwadza chose uku nababa hatiwirirane zvachose uku maiguru vanotaura zvavanoda ndaremerwa nehupeny hwakadii ndoitavo cy Baba vanoramba kuripwa kuti tiwirirane uku vekumusha kwamai mashoko vangu mai vakashaika kare ndodii hama dzangu nekuti ndazama kuti tiwirirane zvirikuramba kupotera nekune vamwe asi zvaramba nekuti mudzimai paanonzwa mashoko ose anoti ndave kuenda kumba kwangu nekuti hauna hama inokuda . Vasiye vakadero 🙏 Shingirirai zvichaitwa ❤️ Gara nemhuri yako 👏 https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
🙏 ❤️ 😢 😂 😮 53

Comments