Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
February 14, 2025 at 02:24 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
Mhuri yeZimbabwe makadini,,,,ini zita ndinoitwa Farai ndogara Mberengwa nyaya yandiunza pano yakadai,ini ndaigara pamba navabereki vangu vose varipo vakakwana zvino ndakazoti ndawana basa rekuzvishandira pamwe pose apa ndaisaenda kubasa kusvika ndisvike 28 yrs ndichichengetwa navabereki.Zvino ndaiti kana ndoshanda kutanga kuroora sezvo ndainge ndakura so pose pandaishanda ndaipa baba imwe Mari yekuchengetera kuzoroorawo imwe ndoti idyai henyu.Ndakati ndashanda ndaona kuti Mari yangu yawanda,ndakatsvaga musikana ndakamuwanawo aindidà zvose nokutoroorwa.Zvino ndakaudza baba nyaya iyi ndokuvati vachindipa mari yekuti ndoroorawo vakunditi Mari yose Iya mubhadharo wekubva pandakakuchengeta pose.Ndidii mhuri yeZimbabwe,dei vakandiudza kubva pakutanga kuti ndozvazviri asi vakandinyararira ndichiunganidza Mari apa yainge yatowanda hameno kuti vakaiisepi....😭😭😭😭
*Click the link below for your comments...*
https://wa.me/+263771367569?text=Hie+Munashe....☑️
😢
😮
👍
😂
🙏
35