Daily Zimbabwe Shona Jokes and Life Advices🇿🇼
Daily Zimbabwe Shona Jokes and Life Advices🇿🇼
February 15, 2025 at 06:08 PM
*Unenge wakamirira kusangana nemface wako pa Chicken inn wobva wawona achiwuya akaisa ziSpeaker muhuro achiridza Hello Mwari pane vanhu vakuda kunditsara mari* 😅😅😅
😂 😮 😢 ❤️ 74

Comments