
Online Tutor Mr Macheka Maths , Science & English
February 10, 2025 at 04:48 AM
*_Vanasikana ,kwete kugara nepfungwa yekuda kuroorwa chete mumusoro noo,gadzira future yako nhasi,start working hard now, funga zvekuroorwa kana wane 5 O LEVELS dzako_*
*_Mangwana uchaona kukosha kwe 5 O LEVELS_*
*___________________*