
πππ ππππͺπ π¦πππ’π’π ππ«ππ ππ‘ππ§ππ’π‘ ππ’π¨π‘πππ
February 10, 2025 at 04:48 AM
*_Wawana 5 O LEVELS uchaoona kuti mikana yekuti uite zvakawanda inenge iripo,unogona kuenda ku college kuma polytechnic kana kutsvaga any course yaunoita ,wadaro watonaka ,mangwana unenge wavekukwanisa kuzvionera wega life yako_*
*______________________*