Online Tutor Mr Macheka Maths , Science & English
Online Tutor Mr Macheka Maths , Science & English
February 11, 2025 at 06:01 AM
*_MATHEMATICS_* *_Iri ndiro subject rakakosha muhupenyu for everyone🙏 ,it's a subject of numbers and calculations_* *_Rinotanga uri E.C.D kusvika last day rako on earth unenge uchingoiita `MATHEMATICS`_* *_The majority vakaomerwa ne subject iri because of many reasons and l can't mention all of them here_* *_Kuti upase MATHEMATICS iwewe, chekutanga semwana wechikoro build trust in your MATHEMATICS TEACHER don't doubt him/her, vakai hukama mudzidzisi nemudzidzi ,zvinobatsira iwewe mudzidzi kuti paya paunenge usina kunzwisisa unenge wakasununguka kubvunza wobatsirwa ,pane vamwe vadzidzi vanotya kubvunza zvavanenge vasina kunzwisisa kuvadzidzisi vavo, hapana kwaunenge uchienda kana uchidaro_* *_MATHEMATICS is for hard workers, dzinoda munhu anoshanda🤏🏼day and night, uchiziva uri mu candidate pa timetable yako iri mu room mako make sure Mathematics dziripo daily, vaka hukama pakati pako ne Maths farira kugara uchi worker Maths,zvausingazive bvunza vanoziva,usaite zvekubvunzwa nemubereki or nemudzidzisi kuti waita Maths here nhasi,wega zvipushe kuita Maths usina kutumwa,ukadaro uchaoona kuti dzinopedzisira dzave kunakidza_* *_Ziva ma sources ekushandisa kana uchiita Maths,ziva ma textbooks ekushandisa,,zvinokubatsira kana waveku reviser ma past exam papers because zvinenge zvichi linker_* *_Mr Macheka vachakuudza ma sources anoita kuti upase_* *_Haupase MATHEMATICS kana usingazive structure ye exam,you are very lucky ndichakuudza nhasi🤏🏼_* ⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️ *_https://wa.me/p/24082369851363986/263785239664_* *________________________*

Comments