Zion Christian Church Official - ZCC Mbungo
January 24, 2025 at 05:10 AM
Zion Christian Church
To: All Church Members
Sub: Weekly Focus yeChishanu
Date: 24 January 2025
Tinotenda Mwari weZion anotipa upenyu. Focus yedu inoti:
*1. Kana mukatsamwisana mumba gonai kukasira kutaurirana, nokuti mukavidza zuva makangotsamwirana matopa dhiyabhorosi nzvimbo (VaEfeso 4 vs 27)*
Kutsamwisana kunogona kuwanikwa, uye iro bhaibheri harina kumboti musatsamwa.
Verse inoti kana matsamwa musaita mistake yekuvidza zuva makatsamwa (VaEfeso 4 vs 26)
Chikonzero chacho chiri paVerse 27, kuti kana mukavidza zuva makatsamwa munenge mapa satan nzvimbo (VaEfeso 4 vs 27)
Ndipo paya pamunenge musingachataudzani, mofuratirana, nekuronga hamuchagoni kuronga pamwe chete, izvo mapinza satani pakati penyu nemhaka yekusagona kutaurirana.
Kuti Mwari agare pakati pedu ngatigone kutaurirana, tiwirirane, nezvatinoita zvinoendeka nokuti Mwari unoda vanhu vanotenderana (Mateo 18 vs 19)
Awareness campaign:
- Leadership yose kutanga nevakapinda muma Provincial committees, District committees, nevafundisi tinodiwa paHarare paSvondo yeKupendera Roundup, ngatisashaikwa.
Z.C.C Media
www.zccmbungo.org
facebook.com/ZCCMbungo
M: +2638688006187, +263788816609, +263778638485
Email: [email protected]
🙏
❤️
👍
😢
🇿🇼
👏
🇲🇿
🇿🇲
😂
😮
141