The Perfect Worship
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 8, 2025 at 05:46 PM
                               
                            
                        
                            _ndapa kamzukuru kangu kamwana kaSisi 2 dollars kuti kaende kunotenga chingwa nemukaka. Ndaona asingadzoki ndikati rega ndimutevere pamwe pane zvaitika. Ndabva ndasangana nako kachifamba kachitamba kachidya ice cream ne donut kachinwa freezit, ndikabvunza kuti_ _*"ko nhaiwe Jayden kufamba uchitamba kudai ko zvinhu zvandakutuma zviripi?"*_
_kabva kapindura kuti_ _*"aiwa Sekuru mari yamandipa yarasika"* Ndakati *"saka yawatenga nayo zvinhu zvaurikudya waiwanepi?"*_
_Kakati, *"ndati ndichidzoka kumba ndikanhonga 2 dollars........"*_
Ndimuitesei veduweee🥺😂
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                    
                                        6