English & Science Lessons
English & Science Lessons
January 22, 2025 at 08:05 PM
*_This is the structure of Mathematics p1_* *_This paper is marked out of 100_* *_Hona iwewe bepa iri unorinyora only for 2 hours 30 mins_* *_Pakuda munhu akadzidziswa time management🤏🏼na Mr Macheka,kuti unoitasei kuti ugone kupindura ma questions ayo ese in 2 hours 30min_* *_Iri ibepa rinopaswa nemunhu akapedza syllabus because rinenge riine almost ma topic ese🙏,so rinoda munhu anenge akabata ma topics akawanda out of 100 kana uri mwana wa Mr Macheka you score 85 and above in Mathematics paper 1_* *_Iri bepa iri vana vakawanda vanorifoira because harishandiswe calculator❌,unenge uchi worker pasina calculator so you must train yourself now ku answer paper 1 in 2 hours 30 mins pasina calculator🙏_* *_Mr Macheka is the answer to this_* *_https://wa.me/p/8891425260923076/263785239664_* *___________________*

Comments