Campus Life Magazine 📰✨
January 28, 2025 at 01:12 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VajxqkLAO7RK5DZRGO46
Wadi MuShona
Isu we stay in town, so we have relatives variku musha.Vakakumbira kuti tichengete mwana wavo anga ane mimba apa at the same time amai vemwana uyu vanga vane mimba futhi.Tikamutora mwana uya she was 13 turning 14,ini I was in form 3 by that time.Takamutengera everything for preparation akasunu nguka ne operation zvakanaka.Zvakayitika after few days ahuya kumba nemwana,gogo vakati ah iwe why mwana uyu achifanana Na baba vako so.Akaramba akanyarara mwana sikana,gogo vakatoshandisa hasha achiti mwana uyu ndewa baba vako.Mwana sikana akuvhuma,achiti baba vake vairara naye,amai vake anotoziziva,baba vaka ripa nembuzi kuti nyaya iyi isataurwe,apa amai vacho kuita mimba same time nemwana sharing the father.Gogo akatoyendesa nyaya kumapuritsa,baba vaye kutaura so varimujeri.
Sorry kurebesa
Kuno kutown futi kwakaitika imwe drama after this one.So imwe sondo,ndakanzwa ndisingadi kuenda ku church, ndanga ndirimumumba,door rakavharika mbichana,mwana sikana uya akagara hake padze.So mumwe mudara wepa next pa akaona gogo,vachienda kuchurch vakafunga kuti musikana asara ega.Chimdara chepa next door ndo kuuya,chakunyengerera kurara nemwana sikana,apa arikuziva zvakaitika pamusoro pemusikana.Apa chidhara chancho chine vana 4 nemukadzi,he was promising her kuti ndokupidza basa,togara tese,mwana sikana akaramba,anga ane confidence yekuti aiziva kuti ndirimumba ndakaterera,any silly move,zvibhakera chete.Zveshuwa we man tine hutsinye sometimes,mwana ane 13 years shuwa,mdara uya wepa next ayiti ukushaina nei iwe wakavhurwa kudhara💔
😢
😂
4