Campus Life Magazine 📰✨
Campus Life Magazine 📰✨
January 28, 2025 at 01:12 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VajxqkLAO7RK5DZRGO46 Wadi MuShona hide pliz ini hanku Dady vanku vanotondinyadzisa nanhasi pavanhu ndotonyara kutaura kut ndivo Dady vanku kana kuita mkomana vemudhuze ndotokwata coz apana asinkazive kut Dady vanku ihure kagotwe kekumba kwedu kariBook 1 izvozvi ahwazive kana kut mwana anoda pen asi vachipa mahure mari ini vanondinyadzisa chaiko patoonna andifunki ndikavakwazisa sry nekurebesa
😂 😮 😹 4

Comments