PERSEVERE JAY KAY NOVELS📘
PERSEVERE JAY KAY NOVELS📘
January 20, 2025 at 05:15 AM
💰💰💰💰💰💰💰💰💰💰💰 *DEADLY FORTUNE💎* *_written by: PERSEVERE JAY KAY_* 0778 931 588 _EDITED BY LISSTY_ https://whatsapp.com/channel/0029Vadg8wzCcW4uiPhj2T25 *_COMMENTS GROUP_* https://chat.whatsapp.com/CJC8E8Sf2ZMLF3maH3d5hp *_____________________________* *NOT EDITED* *CHAPTER 45* *NARRATION* "Rovai munhu vakomana. Ndati wauripi Shelton?" "Mirai mirai mukuru. Chokwadi ndoo chandiri kutokuudzai wani. Ndanga ndafunga kutiza," "Chekuti wanga wakuda kutiza?" "Ehe. Mamuripo pandakanzi ndiuraye munhu paye. Ndandakutya kuti maybe next time ndini ndobva ndanzi ndiuraiwewo," Poison akabva aseka. "Saka wadzokerei?" "Ndakatozo realiser kuti vanhu vaitonditya cause vanoziva kuti munondi protector. The moment l told my friends kuti ndafunga kuquitter ndoo pandaka pondwa hamusi kuona mavanga aya?" "Une dzungu. You always undermine the protection yamunowana over here vapfanha imimi. Dai vakakuponda." "Haa ndakato bhaiza haa ndipeiwo henyu basa nyangwe ripi haro haa ndanga ndakurasika." "Dzungu. Enda kuno packer uko. Hapana field yaunoenda uchi kamhina so." "Thanks boss Poison. Mozongondi taurirawo nemukuru. Ndikapinzwa busy." "Enda kubasa. I'll deal with Machete myself." *LORRAINE* "Saka mukwasha arikutii Lorraine muzukuru. I can see mato tsvagirwa transport yekuuyisa," one of my aunties asked takagara kuseri along with my mom and auntie vaye vekuita makuhwa. "What do you mean?" Ndakadaro nekuti ndanga ndisiri kunzwisisa kuti vaivhunzei. "Nhai Lorraine. Urikutoziva situation iripo asi urikuvhunza what l mean? Obviously ndirikureva kuti akazvitambira sei, arikuratidza kuti he is willing to take responsibility here?" vakadzokorodza. Mai vangu vakabva vapindira nyaya yacho. "Haa nhai tete. Nyangwe zvikanzi ari willing kuita take responsibility anoitora nei responsibility yacho? Muri kuziva munhu wacho here? Haana kana chaainacho ini mwana ndiri kuendesa University. Ndongonosiya mwana mumaoko erombe iroro?" She said and for the first time everything she was saying wasn't really perfectly aligning nezvandaiziva. "Mira kani mai Loe tinzwe muzaya wangu uyu side rake. Wanzwa zvanga zvichitaurwa nababa vake," big auntie said and l got curious. "Hanzii nadaddy?" Ndakadaro curiously and my small auntie quickly replied. "Hauvazive here baba vako. Vanga vachito taura zvekunoiita police case." "Police case how? I'm over 18 ini haisi underage or anything," l said clearly not getting anything. "Asi Maliq muhombe kwauri Lorraine. And you know it. Haana kana kuma 27 28 here uya?" My mom replied and asked. "I know and ndine 21 mom." "Haa 6 years different dzishoma idzo. Inga wani iwe mai Loe wakasiyana nababa Loe ne 8 chaidzo?" Big aunt added and my mom replied instantly. "This is a different case tete. Ini nababa Loe we were in love and Lorraine anga asiri mistake kauyu. Baba Lorraine had his life in place paakandi bvisira. Hazvinga fanani naMaliq anopihwa ma 50cents kuti acherere ma buckets 7 aLorraine. Hazvi fanani." My big aunt sighed. "Iwewe Lorraine. Rega tidai. Mukomana wacho uyu unomuda here?" "Kupiko tete obviously akabatwa mwana u_" "Mai Loe chimbo nyarara kani. Tinogadzirisa sei nyaya yacho kana tisinga nzwanani? Rega tinzwe Lorraine wacho," big aunt vakadaro ndokubva ndatariswa nemaziso ese uchinyatsoona kuti mai vako vamedza mate katatu vakamirira kunzwa kuti uchati kudii. "Ehe_" ndakadaro nevoice raive pasi pasi richiramba kubuda kunge ndaive ndabatwa nezvinhu. "Hee?" "Hongu ndinomuda tete", ndakadaro ndakatarisa pasi mom vangu vakazoita zvekubatwa vave kuda kundi svetukira. "Hazvidanzwo kani Mai Loe. Gara pasi nyaya haiperi neviolence iyi," "Aihwa tete mwana uyu ne effort yese yandakaisa kuti abudirire oita mashura akadai? Munozviziva imi kuti ndakashushikana. Munhu ongoerekana afunga kuzvikanda kumunhu anoswerera njuga kuma bhawa uko??" Vakadaro mom vangu nemisodzi nemisodzi ichibuda. Wainyatsoona kuti voice ravo raive neshungu zhinji zvekuti ndakatadza kucontroller yanguwo misodzi ndokutanga kuyeredzawo. "Lorraine une shuwa? Ndakatombo zama kuti aibvise mimba yacho baba vacho vasati vaziva iye ndiye nharo kwakunoudza mukomana wacho. Now its too late mukomana akanzwa kuti tabvisisa nhumbu yemwana wake tinosungwa tese," my mom kept emphasising. "Haa kubvisa kunoda nayewo muridzi asingaidiwo," big auntie added. "Yaanoda yei munhu wandichiri kutengera mapants pano uyu? Yaanoda yei? Kana napkin unoziva kuti rinopfekedzwa sei iwe?? Heee?" My mom kept yelling at me vaine hasha. "Zvino baba vacho zvavari kurongana kumusungisa pamwe nehanzvadzi yenyu mai Loe?" Younger auntie asked. "Ndirikutoona sekutoti ndoo idea. Iye Lorraine akati akaforswa or something zve age zvinenge zvisisina basa. After that even abortion inenge yave kubvumirwa in cases like those." "Hello, ndichiri pano. And hakuna munhu arikusungwa. Handina kurapwa ndakatoenda ndega kumba kwavo. And mukangoita izvozvo that's exactly what I'm telling the police. Maliq treated me right and l ended up falling for him. Now I'm 100% sure l still l_" Ndakanyararidzwa nembama ya mom vacho and l continued. "Yes mune right yekutsamwa mese. Asi mandivhunza. And ndicho chokwadi chandiri kutaura. I do love him and I'm not gonna sit around while you guys plan kumuendesa kujeri." Pakaita runyararo ini ndango tarisa pasi. It was kinda chaotic for a while until my mom stood up and she was like, "Ndazama ndazvitadza ini. Vana tete vomunhu mopedzerana nemuzukuru wenyu pamwe nehanzvadzi yenyu," and she left with red eyes. Ndakasimuka ndokutevera mumba macho meno zvivindi ndakazviwanepi. Padoor ndakatopesana na dad, greeted him like panga pasina nyaya ndokubva vandi ignowa havo and l carried on to my mom's bedroom ndokusvika vakaita kubata musoro. She looked at me ndokubva vatanga kuchema. I sat next to her for a few seconds then hugged him. She shook my hand off. "Mom, l know you are the best mom l could ever ask for. And l know all of this is stressing you nekuti you want the best for me. And l can promise you, Maliq might just be the best for me right now. I know everything you know about him and l know more about him. He's prolly worse than you think but l know he can take good care of me. I also know he's willing to work for a better future for both me and the baby. This sounds stupid l know but l just ask you to trust me okay?" Ndakadaro and she didn't say anything. She raised her gaze ndokundi tarisa for a few seconds, cleaned her face up ndokuzobata ruoko rwangu. I hugged her. My dad walked in. *NARRATION* Naledi explained everything she knew about Maliq being involved in her mom's murder from start to end semaudzirwo aakaitwa, while they sat with nobody else in the room except Santo who sat in the far end of the room, cleaning his gun's barrel. "Wait wait. Wati hanzi zvakaitika rinhi?" Maliq asked. "Im not sure about the dates but around 11 to 12 years ago," Naledi said. "My dad just told me kuti she was involved in a car accident but recently she told me more about what happened." "Can l ask you a question?" "Yeah?" "Do you know ndane how many years in this industry yemadrugs and stuff?" Maliq asked. "I don't know. But l had you are now very good and skilled at it so I'm guessing maybe you started at a very very tender age," she said. Maliq smiled and then continued. "Lemme tell you something l haven't told a lot of people before. Handina kana 1 year in this stuff." "Wait what?" "Handina even half a year in this industry. And the first time l ever killed anyone, was when your dad kidnapped my girlfriend and tried to get her rapped in front of me. And all the people l killed musi iwowo were males who had participated," "Well, that sounds like you are lying now," Naledi said. "Lemme add on. Handina even 10 years dzacho ndiri muHarare. And you just told me kuti it all happened muHarare. I'm sure pazvakaitika zvese izvozvo ndaitove kuBuhera uko namai vanguwo, trying to survive until l decided to come kuHarare ndokutanga kutsvaga mari to help her raise my other brothers." "What about your dad?" "Its another long story. But look, l could have used all the violence to get back at your dad, like we do all the time. But l decided it was a good idea to clear that part out first, for the sake of Lorraine. Right now atoonema question marks of which l don't see any reason why l would be going after your mom at 15 years when l met your dad like less than a year ago. And another thing, why do you think your dad suddenly decided to tell you a different on how your mom died, 12 years later. Right when we are rivals and he needs to get closer to me then suddenly he tells you l helped kill your mom? Think about it." Maliq akadaro. "Could it be that he just wanted to give me motivation kuti ndiite work for him?" Naledi asked. "I don't know ndiwe unoziva your dad. And you prolly know the reasons why he would lie to you. Let me give you homework. You said he told you kuti l worked with someone to get your mom killed right? Ask him kuti ndiani munhu wacho. Maybe you will get a lead," Maliq said. "But nezvawakundiudza izvi ndakutya kuti he will find out kuti I'm onto something. Who knows what he will do to me?" Naledi said with a worried face. "Look, as much as I'm fighting with your dad, l wouldn't want you involved in this. Right now you are here in my fortress and l could easily hold you hostage. Your dad once did it and trust me if this was Lorraine who was in your dad's base, l doubt kuti he would just let her walk out," "I know. He's actually literally acting like he wants a chance to capture Lorraine. And l told him kuti its a bad idea to involve Lorraine right now especially now that she's you know, pregnant and stuff." "Trust me, I'm not gonna hold back on this one. Ukawana mukana please let your dad know that now Lorraine is carrying my baby, she's now more dangerous than ever. Anything happens to her or the baby, I'm gonna go after him and his entire family. Including iwewe wacho. Trust me that's a promise that I'm willing to go to prison or die for," Maliq said looking her in the eye and she shivered a lil bit. "I understand your position. If I'm to find out that she's upto something towards Lorraine, l would be very glad to help. That's after l confirm what you told me about my mom. Look, l love my dad but l know he doesn't always choose the best decisions," Naledi said. "About earlier today, l heard kuti you helped giving me a heads up. I don't know why you did it but, Thanks," Maliq said and Santo rolled his eyes from a distance kwaanga akagara. "Owe, that was my fault in the first place. He used my phone so its my fault that you were out there in the first place," Naledi said. "I think we are done here. Santo will escort you back to your car," Maliq then said and her face started looking scared. "Don't worry, he won't harm you." "He almost killed me", she said. "He was pissed off at you, same way as everyone else." "Yeah l understand." "Don't worry. Lemme get Taflo to walk you out," Maliq akazodaro akuto simuka since he had other stuff to do. "Haa don't worry. Santo wacho will do just fine." "Yes, don't worry ndomuperekedza musazvitye," Santo added with a cunning smile. Maliq achingobuda Santo didn't delay kuuya kuzomu simudza neruoko and pulled her off the chair. Dragged her to a corner and then spoke while Naledi was already shivering akaiswa pacorner. "Don't worry I'm not gonna hurt you. Asi this is whats gonna happen. Inini I'm not Maliq. Maliq can be soft and shit. Inini I'm not. You played tricks on us and l even trusted you. Iwewe ukati rega ndibatsire dhara rangu kuita humhondi. Chimira ndikubudire demo mfanami. Twuma story twese twawanga uchiimba twuya hatwus kuzo shanda if l find out kuti you been playing tricks futi. Ukundinzwa??" "Ehe ndazvinzwa Santo. I'm sorry," "Iwe pfutsek. Sorry haisi kuzoshanda and I'm telling you. Kuno tino prona mapenzi akaenda kumwedzi katatu pavhiki unozvinzwa??" "Look Santo. I know you are hurt and I'm sorry. You trusted me and let me into your group like l was a friend and l betrayed yal_" "Ndokusato mamiswa kwacho kwandiri kureva ikoko." "I know. But I'm trying to make up for my terrible deeds. I shouldn't have helped my dad especially now that I'm realising kuti he might just have been lying to me. And imagine if anything happens to any of you guys cause l was tricked by my dad. How would l live with myself?" "Hausi kundi nzwisisa mwanasikana. Ndoo pandati hakuna live with yourself inozomboitika nekuti ndendakuuraya ndega. Ndodzokorodza kuti unyatso nzwisisa?" "No ndanzwisisa. And l wouldn't want kuti undivenge Santo. Your are a good guy", Naledi said ndokuisa ruoko padama paSanto. "Naledi bvisa ruoko rwako ipapo," Santo said with a very serious look on his face. Naledi put the other hand on the other cheek raSanto and he was like, "Naledi, I'm giving you 3 seconds to_" Santo couldn't finish that sentence as Naledi came closer to him slowly and kissed him so passionately standing on her toes that Santo froze there for a while maoko nekubva atopera simba. "Naledi_" She kissed him again and then spoke, "Ever since l saw you ndaitorega kukupindura cause l was scared l would fall for you. Which would be bad for my task." "Saka kuzviita now you think its gonna change how l think?" "No, but at least l no longer have another secret. Now you know. Ndakuenda. Be safe Santo. I'll call you when I'm home." From there she walked away with Santo left frozen, starring at her back, and a boner in his pants! Maliq akazobuda ndokusvika Santo akasticker mu corridor. "Bhoo here mudhara?" "Mhaa?" Santo akadaro achivhundukira. "Ndati zvese bhoo here?" "Yeah yeah. I mean yeah zvese bhoo. Why?" "Hameno, l gat this strange feeling about Naledi. Something feels weird," Maliq akadaro. "Yeah, yeah. Maybe she is upto something futi", Santo akadaro achiisa ruoko muhomwe to hide his erection. "But why would she risk coming here?" "Maybe she's changed after all. You never know. Anyways ndapreswa newet rega ndimhanye mutoyaz." *END OF CHAPTER 45💎* @kingvilla
❤️ 👍 😂 🙏 😢 😮 452

Comments