Chopisa TV
February 10, 2025 at 08:09 PM
*•Zim🇿🇼 latest news 📰*
*_Baya link upinde 👇🏽👇🏽💦🔥_*
https://whatsapp.com/channel/0029Vadbr7bC1FuJDVzBs20i
*`Hie Yung Charto Official🤍 ndipeio mazano panyaya iyi kubasa kwahubby kuri kumiswa vanhu saka bosslady vamutumira sms kuti kana asingade kumiswa avape bonde kumba kwavo kubva Friday kusvika weekend yapera saka tashaya kuti topindura tichitii iye murume wangu ati achaita zvandinenge ndataura zvino ini ndapererwa ndibatsireiwo.`*
*Odzingwa basa here😢🥺💔🔥*
*Kana oenda kunorara navo ❤️🙏🏻👍🏻zvinozogumira ipapo here*
*`Take us to 100k Follow`* *ZimHot Topics Official⬇️🇿🇼*
😂
😢
❤️
5