Ⓜ️ARC🅾️L Ⓜ️EⓂ️ES TV 📺
Ⓜ️ARC🅾️L Ⓜ️EⓂ️ES TV 📺
January 24, 2025 at 05:27 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VadRou20LKZEZlAFtP3e *Sekuru vangu ndavaperekedza kun,anga yavo vabva vanzi vanyore mazita evanhu wavanoda kuti vafe Saka Ivo avagone kunyora vanga vachindiudza mazita Acho kuti ndinyore pajira Saka ini ndabva ndanyora ravo ndaridzokorora ka 10 ha izvezvi vakunditi muchest mavo mukubvira moto uye vakurohwa nezvavasiri kuona* Ko ini ndatadza here nhai wavanga vachida kuti afe ndiyani 🔥🔥🔥🔥🔥
👍 1

Comments